Monday, June 09

News News

July 05, 2023

Tyra Princo Uyu Akanaka Kutokunda Ngoni Why Mazuvano Wakungotuka Vanhu Zvakubhowa Behave

Tyra Princo uyu akanaka kudarika murime wako mhofu uyu ihandsome uyu murime wako chidhambakura chiye hauchifananidze nehandsome wedu uyu Prince wakanaka futi plus mubrugwa unezvinhu zvakoUsafananidze mhofu nezvinhu zvisina basa iwe kushure kune tsete

July 05, 2023

Maitt Meet Zari For Free But Wanna Be Rich Auch Olinda Hired Roy Royce Kubhadhara Mari And Still Failed To See Her

chikiti met Zari for free. rich aunt hired roy naroyce, bought expensive gear stil failed to see her, zvakaomaChiranga Mapenzi rich au t in her mind she is the Zim .Zari just bbcoz vese they love to buy young boys.

July 05, 2023

Olinda Akangofunga Tytan Akaburitsa Chirwere Chake And Akamboti I Would Rather Be Under The Bridge Ndoxvinoita Amuone Senge Kanhunzi Mwana Atambura Uyu

Zvakaoma hazvo mwana atambura uyu.Nhasi kufoswa kucelebrator anniversary 😭😭Nhai Tytan uchasvika rinhi uri mujeri?Inga apa wanga wazvipira wani kusiya Mbuya ava?.Tazogara pasi semaghost TESE tawirirana kuti timukire kuBhruwayo mangwana tinotsvaga mhamha .Vanogara nechepapi kuBhruwayo?.Vanonzi ani zita tiwane pekutangira Bhruwayo yakakura.Wakaita zvekubiwa kwamhamha here kana kuti wakanhongwa mustreet?Budikira uudze dare zvakanatsofamba sei uwane rubatsiro.I would rather sleep under the bridge inondinakidza everytime i see this videošŸ˜‚šŸ˜‚šŸ˜‚Izvozvi ndozvinoita kuti Olinda akambozvifunga kopushirwa kure pamapikicha.

July 05, 2023

Jahprayzer Akatiparira Lorain Guyo Onzi Une Zodzo Ipi Iwe Uchiroja Usina Kana Stand Song Iyi Not For Munhu Wese Chiremerera

Jah Prezha akatiparira gore rino..Une zodzo nemhondoro ipi iwe Lolo.Hauna kana nestand yese pawakati mhaa ipapa.Zvimwe wega munhu unofanirwawo kuvhunduka usati waposta.Amwe masongs siirai malandlord...Hakuna roja rine zodzo kana chiremerera

July 05, 2023

Patricia Jackie Otsiura Sisi Bhudhi Swagger Sure Kutiza Kutenga Mapamber Nekuda Kwehunyope Why Kunyepera Varume Vaku Catcher Kuti Urimukadzi Uchafira 50rand

Time for keeping it real with pj Open letter to you my brother swaggerlicious Yes if it your profession kuita zvechibhishu itai but keep this in mind dear uri murume paunenge uchipfeka hembe dzechikadzi pfeka kana zvirizvo zvino kuitira but kana wakechewa chiuudza munhu chokwadi uri murume  Ndanganzwa guru rangu kurwadzawa ,ko kuri kuurairwa 50rand which is 2usa dollar here in Zimbabwe for the why nhai dear ?you are talented unogona kuruka musoro zvekuti and zvaifaya ,uyu waita zvekutengesa mafuta ukataura nemafans ako kubaka baka family vakupe Kestart plus mastars ako unotorarama upenyu huri bho Southafrica yasiyana ne Zimbabwe unouraiwa rakacheka nyika.  Ndakanzwa that guy achiti don't mess with me you will see  All the best malove nemalikes bho but k

July 04, 2023

Titi Oti Mai Vake Vave Mufundisi Kujeri Kuparidzira Vamwe Vasungwa And Cake Ravo Raive Reuniform Yekujeri Isu Tori Pressure Kuvanhu

Vachingobva hawo pa party apa vachibva vanotambidzwa mota nemba na tim tin Gore iri ndakabvunza mwari minamato isingaperišŸ¤£šŸ¤£šŸ¤£šŸ¤—Apedza achibva ati present imba ine furniture plus mota 🤣🤣🤣🤣tichadzikama hedu kupihwa pressure nevanhu vasina kana tsono ye20c nxaaSoon after muchato kwabva kwaitwa chibirthday kwamashwede.kwabva kwanzi my husband bought me a car for my birthday ,then the surprise house šŸ . Kuitwa kepele kepele juvhe skip skip close yepuresha🤣🤣🤣

July 04, 2023

Peggy Musalad Swagger Anosvota Kuda Kuteedzera Tatelicious Uyu Dai Ambozvigadzirisa Level Ra Queen Haasvike Munhu Kupemha Ma50rand

Nhaimi chipoko ichi paya pachinenge chichiti my people chinenge chichimboreva ani?ko 50rand yakapiwa yaive iri yei,ko kuzobudisa munhu pacamera uyu dai vambomutsika adzidza chidzidzo itori mbavha kaa iyi wakamunzwa mundevere uya hanzi uzophila kanzima dai vakamonyorora huro kadhoma aka ngakatsvake basa kachingoti kawuno kanenge kemagoAnondisvota anoda kutevedzera Queen buh haagone ngaambogara pasi nxaaaah

July 04, 2023

Joey Nyikadzino Oti Manga Mafunga Kundiita Seiko Handiti Hamugone Kuzvitengera Grocery Mega Motogamuchira Izvozvo

Saka manga mafunga kundiita sei?.Handiti hamugone kunozvitengera magrocery enyu mega momirira kuti ndikutengerei saka ndikoko ndotenga zvandada imwe mari ndodya...Ini ndiri pakutsvaga mari handisi mother Theresa.Majoining fee enyu ndiri kumatsonda ende handisi kuzomira.Asvotwa nekuti ndamutengera tugeisha netumatissue netuhuku twakaora ndaeende kuPoris.Nhaimi vaive mu round iyi makabhadhara Mari for how many months because round re grocery rofanirwa kuuya arima cartons kwete zvinozara trolley like this zvasiyanei nekuunganidza wega I half trolley iyo hapana chinhu apo uuuuum itai megaOkubirai orange kuganza achiti heeee ndinoshanda heeeee mukadzi shanda šŸ¤£šŸ¤£šŸ˜‚šŸ˜‚šŸ˜‚zvivanhu zvakapusa

July 04, 2023

Nox Guni Otanga Kuimbira Tallyn Ndudzo Masongs Asuwa Kuchengetwa Ka Mari Hausisina Yecerevita

Atanga kuimbira tarini masong tihwe kuti madzokerana touya tikakuita unfollow wakanyadziswa uchinzi wakapa munhu madhizizi plus wakangomutengera cerevita chete kubva muchidanana kuzaka hatidi mroora anodhonza matin tin palive mkadzi wamandla uya

July 04, 2023

Justice For Rufaro Madamboss Seiko Usingatambe Na Rufaro Asi Kuita Kunamirana Na Jahprayzer Vanhu Vovhunza

Why usingatambe na rufaro uchitamba nemurume wake zvichiri zve nyaradzo here #JusticeforRufaroTotamba nevarume venyu asi nemi hatiwirirane chiii chashamisa🤣🤣🤣Hanzi justice for rufaro mazimba kaa mune DhuramaInga nhasi tinoswerera iye Tyra na jp muma street makaoma ka hamuna guhwa rinobatikaKo Rufaro wakambomuonawo ana Ngoni here mamwe mavanhu kuda kungonzi va poster kumafira kureva šŸš®šŸ˜‚Jelas will kill u munyori urikumbokwana papi apa nhay Svari mwana wanehemiya muridz wemurume akanyarara⁹

237 238 239 240 241