Tuesday, November 04

News News

July 01, 2023

Joey Nyikadzino And Aunt Joy Vakusvota Vanhu Kupa Vanhu Pressure Zvakubhowa Kushamisira Nanyanya Vakadzi Imi

Handei tinounfollower nekureporter zvimapeji zvavo zvivharwe. Aunty Joy naJoey wake vanyanya kupa vanhu presha pano.Vanyanya kuda kushamisira too much.Hamba ufele kachana.Pressure yawandisa sure zvinotanga zvichanakidza Vopedzisira zvakubhowa

July 01, 2023

Huni Dzanaiwa Paradzai Wauya Ketina And Doreen Aiwa Iyi Mhuri Yagadzirisa Nyikaa

The Paradzayi Twins (Ketina &Doreen) Chisindicate chebasa  Ava vanogona kugadzirisa nyika tikavapa mukana ,vana veZimbabwe vatambura nenhamo hakuna mabasa  Zvakutoda magindagoriyaVanhu vari cursed ndovochigadzira nyika manje hahaha.Unoti kutaura zvinyadzi kugona here kuya kana kutuka kwavanoita.Vanhu ivava vari kutorwisana nemainner demons ari mavari so pressure yacho vakaexpresser nekutukirira ndokuti vanzwe zviri nani.

July 01, 2023

Why Ma Celebrity Edu Achitora Camera Vari Pana Oxygen Vanhu Ava Vangatofa Vakabata Camera Anyway Let's Pray For Tinashe Mutarisi

Ukaona uchiri kutorwa pic uri pa oxygen unenge usiri kurwaraHaa unenge usati varwara ndakazogwara pa Paarl ndikatokanganwa nemwana wacho andanga ndabaraPrayers to vaMutarisi..he is going through the most. May God see him throughKana kuzvitira munhu achichema hama weee kumwe Kushaya chaiko Wobva waposter unoda kunzwirwa tsitsi nani fokofu 😂😂😂😂

July 01, 2023

Moreboys GreatHope Chikomba Cha Jackie X Wife Onyora Tsamba Inosuwisa Asuwa Murume Wake

Apa ndipo pandakazviruza apa😭😭Moreby my ex husband uri sei?.Ndakufunga nhasi ndazonatsopfidza dai ndisina kusiya imba😭Ndanzwa izvezvi kutsotsiwa bhinzi dzatoshisha😭Ndosvikepi ndichingohura kuno kumabhawa nevarume vevanhu dai tangodzokerana😭Kudzokerana iwe wapedza mabhawa ese uchirara nevarume vese woda kuzomupa chartered usanzwa Moreboys.

July 01, 2023

Cat Family Yese Yoti Unfollow Ketina Ngarege Kutuka Vabereki Vamaitt Hazvichanakidza

Guyz this kettile thing yanyanya kutuka vabereki, addicted to Felly njere yarasika apa Hana content #kettymustfall let's unfollow her will see her crazy shorts from other platfoams akajayedzwa nevabereki vake.As long usiwe wakamuti tanga handifungi kuti ucha kwanisa kumumisa🤷🏾‍♂️🤷🏾‍♂️🤷🏾‍♀️ kazenz panzi letsi apo pobvigwe Chipoko and who?which?where?why 🥴🥴

July 01, 2023

Joey Nyikadzino Anosimudzira Madhubhe Wake Why Madamboss Vachitadzawo Mai Bee Munhu Avashandira Kwenguva Refu Akanamira Pamba Ipapo

Joey welldone nekusimudzira madhumbe wako aiwa chakanaka chakanaka ngachirumbidzwe.Tanetswa namai bee vasingade kubva pa Tyra unosvikepi nhai madhumbe uchi driver mop ezvino kune mumwe mwana akuuya unosvikepi usina kana stand hauna kana bussiness rako unosvikepi uchimirira 60 usa pamwedzi ita zvebhero zvikuita vamwe kwete kuramba uchi cleana matoireti matyra.Mai Bee vanokurwadzai henyu inga vzmwe anxmai venyu vachemberera muchimmadhumbe ichii chine age here imi ko kana zvichimuiitira hake

June 30, 2023

Penelope Oti Ndarukwa Izvo Standing For Maitt Macolour Ejuzi Ravo Ndini One Mukadzi Standing For Her Vana Ketty And Samaz Vachitofara Vanehutsinye

Ndofunga kuti she is standing in solidarity na Mai tt ....hanti that's the colour of juzi rekujere....that Xmas elf looking juzi.Vakarukwa zvakanaka sis Penelope African Princess blouse inoenderana nemusoro.keep it up sis

June 30, 2023

Jackie Ngarande Anogadzira Kuita Kubika Enga Nyayaa Dzekupage zkwake Memaghost Ake Believe At Your Own Risk Vanhu Vakumuziva

Hanzi Jackie Ngarande hadi nyaya dzevanhu anoita zvekuPAGE kwake🤣🤣🤣🤣. Anoiwanepi nguva yenyaya dzemuma street iye anenge aribusy kugadzira maHIDEY. Musati mandipikisa Jackie anoshanda kupi.. Not even a single ad/endorsement on her PAGE. If shes that clean macompany anotyei???????????Ipapo uri ryt Jackie anobika nyaya dzake zvake and she is good mu nyaya dzak vanhu votomu believe paye 😂🤣😂🤣🤣😂🙌🙌🙌🙌Ende kaaaAnobira zvikomba maphone nekuvhura ma wallet Kuma hotera

June 30, 2023

Anna Honde Oti Siyanai Nashugeta Anotoda Dumbu Rake Iroro Wow Zvavhundutsa Izvi

Iwe Anna Chibaby Honde please ipawo Shugeta tea asununguke uyu uda asvikepi akazvitakura nhai? Dont be that ex isina rudo. Ipa Shugeta tea anwewo , hezvo.Anna Said  Tafadzwa he loves dumbu rake iroro. Makutoda kumukanganisa manje

June 30, 2023

Madamboss Vanotongoda Gossip Kusvika Pakunamirana Nemunhu Wese Akatamba Namaitt Zvakaoma Hazvo

NOW I understand kuti sei vanhu 2 ava vachivengana it's becoz of gossipers masquerading as best friends changing camp after discovered ma dip secret. Shamwari yese ya Feli Madamboss will want to play with them vese zvawo Mai Maketeni,Patricia Jackie,faith Candy,Zodwa etc

240 241 242 243 244