Uyu wamunoti Dorcas uyu ane mudzimu chete🤞 either anotosvikirwa zvekudaro oenda hake kuKerekeMai Jilimbi vakazhangandira 🤣🤣Dorcus anosvutira bute kuseri kwedoor chete. Kuti nderei zvava zvenyuwo 🤣🤣Iiii bvunzawo kuti vari kuzviwana kupi. This one ndoyaiswa akawanda acho ese ari 3 haatombosvike kana 400k zvayo😂Kana usina bitterness unongova munhu wekuzvifarira so otonzi nemaziroyi unedzungu happy happy ndosaka generation yedu ikufa godo kugara nezibundu kufamba mastreets uchingoshoropodza happiness is for free viva kwanga kuchifaya uko
yanzi yapfuura 2 million stars hameno kuti ndizvo here.Ayo it's 233,428 of not mistaken maybe mamwe asipo ndopane 1.7 million to make it 2 million Or averengwa na you expired me akati 200 it's 2 million 🤷Mai Jili vakazhangandira 🤣🤣Izvozvo titende nemari dzabviswa freddy 5k stand waterfalls all those are more than enough thank you those who contributed😍Iiii bvunzawo kuti vari kuzviwana kupi. This one ndoyaiswa akawanda acho ese ari 3 haatombosvike kana 400k zvayo😂Nhai varikutaura zvemirion mukuzviwanepi asi kwaitwa imweLive isiri yaEnifa here?? Because kana iri yaEnifa yangwe tikada kuisa vetuma star tushoma tunenge turi kuzasi haisvike even 350k.
I gave this guy a fully equipped gym to run. No rent needed and nothing hit him run and take whatever he makes after i left Johannesburg to go to Miami. Gave him flat that i was paying R7100 to stay for R5000 plus electricity. No deposit. Flat was in my name . ( where he was staying according to him he lost his deposit when he moved to my flat R5500 ) First month end comes and time to pay rent comes he start telling me stories. I paid the rent because the landlord wanted his rent on the 31st and waited for him to give me his money on the 4th of the month. I said ok but please next time try to pay sooner because i am far away and this will not be good . Next month same thing again and i said no . It&rsquo
Yohwe hanziiko naSisi avo ummm veduwe ka ko fence yapinda busy nevaripaSide ummMadrugs haadi kudai amana kaa 🤣🤣motomuka makseni huro ichirwadza nekudeedzera kumagitare🤣🤣🤣Hanzvadzi dzerudo hahaha zvakaoma mumwe atonzi goodnight,, apa vakamomoterwa vadhakwa zvavoUnenge watiza kumba wobva waonekwa pavideo 😂𝙸 𝚋𝚎𝚝 , 𝚑𝚊𝚔𝚞𝚗𝚊 𝚖𝚑𝚊𝚗𝚍𝚊𝚛𝚊 𝚒𝚗𝚘𝚎𝚗𝚍𝚊 𝚔𝚞𝚜𝚑𝚘𝚠Fence ndoyadiiko zvayo 😂😂😂
Munhu wavakarova apfukaNgaatsvage that guy wekuroverwa pasiMvura ikati unonyepa 😄 🤣Iwe barca zvayaiita mazvioona hre .....🤣🤣🤣kunaya kwemvura ndiSatan here mpfana unemateya mumukanwa iwe...Ehe hanti vaka mamisa supporter ravo kuita senge aba karma is a real bit$😜
Arrest Warrant For UK Based Zimbabwean Music Promoter KayCee Kudzaishe Chipadza Issued Update ya andile wekwa Kaycee. Saka sis melly var kuti pana mupurisa amuphonera kubva Ku South Africa Nenyaya ya andile Melly akatiudza mazuva apera kuti andile sends Ku police to report akanzi adzoka mangwana sons captain nekuti nyaya iyi inoda vakuru. Andile akaenda kunoona captain zuva rekutanga akavashaiwa akadzovaona the second day captain Ava. The following day yacho andile met with the captain vakagara pasi with two other female police officers. Andile uyu akanzi na captain chitipa police case number apa Sisi Havana. Zviri kunzi andile aifanira to open a case Ku UK kwete zvakaita kuti just reporting asina kuvh
Vachengetwa mutumwa inyasha idzi chokwadi varerwa sana Abraham happy birthday to you Mutumwa
Chavo kupisa tsitsi chete nekuda kupiwa😂🙌Ngavachishanda cos havarambe vachipiwa, zvo expire izvi.....zvekuti ndiri kupisa ndakapera ndezvimwe hazvishande.....manje manje vachadzima.....zvekutosaonekwa vakuita sesu toita 7 likes 300 viewers mirai muonekaZve skit vachiri vadiki akambozama riye rembavha kupora kwacho hakuna mbavha yakadaro
Garry Mapanzure Wife Arikuchema Murume Wake Akafa 2months Ago Zvinorwadza Kuita Shirikadzi At 23The Late Garry Mapanzure Wife Arikuchema Murume wake Akafa 2months Ago on her instagram page