Tuesday, July 01

Search result for ""

March 20, 2024

As Zimbabweans Munemashoko Api Ekuudza Nhubhu & Bishop Juliet Chiutsi Panyaya Yekusungisa Mama Grey Munhu Arikutambura Nenhamo Nenzara Hake

As Zimbabweans Munemashoko Api Ekuudza Nhubhu & Bishop Juliet Chiutsi Panyaya Yekusungisa Mama Grey Munhu Arikutambura Nenhamo Nenzara Hake     Hameno vanoda kunzi vane mari yekupa vanhu vepaFB yet vanhu vehukama varikowo kwavo vanotamburakana, nherera neshirikadzi hobho! Dyiwayi mufe...unotoona vamwe kufarira kunzi mbinga dzemastars vachipa.. dyiwayi musacheme cheme tapota, Haa ana Nhubu kuzosungisa mazonyanya veduwe uuuumm munodherera imi vangani vanonywba paFb pano haiwawo. Makamboti futi haana amai mai vake vakaahaika uuuumm     Mai Bishop Juliet Votukwa Murimbwa Ndivo Vakutobiira Vanhu Vachida Kumuendesera Mama Gray Mari Yechikafu Kujeri Hezvo Ana Maitt Vakaba Mari Dzinemubvuri Makadzifambira Here Musadaro Uyo mwana wesister yang

March 20, 2024

Comedienne Chipo The Trouble Causer Asungwa Ayendeswa KuChikurubhi Akarova Vanhu Vaida Mari Dzehembe Dzaakatadza Kubhadhara

Comedienne Chipo The Trouble Causer has been arrested for assault. She is detained at Avondale Police and is expected to appear in court soon       Ndine guhwa ririkupisa. Uyo anozviti chipothetroublemaker asungwa nenyaya yebullying akakwereta hembe akatadza kudzibhadhara achibva anzi dzosa hako madress acho azvina basa kt wakamboapfeka achibva adzosa then she started bullying muridzi wemadress uya so today azviita ane 3 of her friends kwakurova muskana uya achibva aenda kupolice avingwa nepolice akut ndogona kukumamisa pamberi pepolice yacho fut ndombonz aniko inini so vaenda kuavondale achibva atanga kuonererwa achibva avharirwa iye nemasahwira ake court tomorw 9

March 18, 2024

Jackie Ngarande Obudikira Ave Kuputitsa Tyra Mapundu After Gore Rese Akanyarara Oti Iye Ave Muita Zvinhu Zvake Off Social Media

Madam Boss Said Munotiiiwo nevanhu vekuti vakaona mapundu ,vanokusvina nomatter kuti muri pai 🤣🤣🤣🤣🤣 Jackie Ngarande Official 😂😂😂😂😂I told you am              Going to post 😂😂Jackie Ngarande Official I love you so much Soko thank you for spending time with me ,             Uummmm ndakadzidza wangu  ,,,you are a very strong woman who is doing her thing’s off social media dai ndazvigonawo 🤍🤍🤍

March 18, 2024

Robert Mugabe Gushungo Achiganzira Ma Zimbabweans Nemota Yake Ye 1 million Usd Varikudya Mari Zvionewo

Look at Robert Mugabe Junior’s big whip - the all new Mercedes Benz Maybach.Mari yeZimbabwe yakabiwa nababa vake iyo yaari kushandisa           Gegegegege enjoy chikomana vakagadzirirwa zvako iwe even dai baba vangu vanga vakawana mkana vaingoita wo sekudaro saka rova bag z ako iwe               Mari dzedu dzakubuda mbichana mbichanaRich and handsome, lucky him, isu vamwe we don't even have a relative, this life, no balance

March 18, 2024

Homwe Yenyika Tatelicious Ofumura Fantan Zvaakataura Kuna Wicknel Zamu Kuti Levels Asapiwewo Mota Hezvoo Pakaipa Apa

Wikinel ko Levels na Ribhe?   Levels & Ribhe are ZANU-PF very strong members muMbare umu. 👌🔥             Otherwise ukaramba uchiita favor , NDONOONA PRESIDENT NDIKURIPOTERE .MARI NDEYA PRESIDENT MUNANGAGWA IYI ,musashamisire madzibaba Wiki🤣🤣🤣   Mungori Mutumwa Sdudhlaaaaa !!!  DHAKA BHOYI KUPELA 🤣🤣🤣🤣🤣   #HOMWE_iHOMWE👏👏👏             Zvobva zvaita kunge Fantan ndiye ega anokokorodza ma Youth kuti aite zve ZANU-PF muMbare umu 🤣🤣🤣🤣           Ribhe and Levels are part of the ZANU-PF Youth Organisers mu Mbare.          

March 18, 2024

Tazvi Mhaka Oramba Kuti Ndiye Baba Vevana Va Sir Wicknell Handina Kumbodanana Na Sonja Chivhayo Tatelicious Anonyepa

Tazvi Mhaka Oramba Kuti Ndiye Baba Vevana Va Sir Wicknell Handina Kumbodanana Na Sonja Chivhayo Tatelicious Anonyepa.          

March 18, 2024

Legend Thomas Mapfumo Hanzi Jah Prayzah Murombo Haanyare Kutora Motor Dzemari yekuba

Legend Thomas Mapfumo Hanzi Jah Prayzah Murombo Haanyare Kutora Motor Dzemari yekuba.         Chokwadi chinorwadza especially kuma Zimbabweans hamudi chokwadi, rakufarisa zidhara iri nxaaaa ikokushaya sembutu     Itai mushe mudhara imi ,musatuke wedzinza rangu nyangwe ndaikufarirai nekuda kwemusic yenyu ,Madi kutaura arikupa vanhu Mari kuti agadzirise nyika kwete kutaura nezve Jah prayze ,wadi iwe wauya kuzogadzirisa nyika yacho handi wakatotizao Zimbabwe yacho tibvirwei kumhepo uko   Pafair arikutaura chokwadi munyika yakarongeka munhu anozvishandira ozvitengera yake yaanoda  Kwete kupiwa

March 17, 2024

Greatman Adhakwa Zvake Nekambucha Oti Saka Imi Sir Wicknell Chivayo Makatozorambawo Kunditengera Mota Ochema Mukomana Kana Ka March Zvako Musadaro Zvakunzwisa Tsitsi

aaaaah gyz wanhu wepafacebook munebasa, pandatoona ichi ndatombodzokera kupage kwangu kuti asi ndakachinyora ndakadhakwa, dai muchizoeditor muchindikumbirirawo kaaa than kueditor muchitondinyimisa,                   akagadzira ichi kana iri hono kana hadzi ayihwa yakanyanya ko kutozoona blue tick iripo wena ndozviramba ndichitiwo ipapa😁😁😁😁😁😁😁Ndiwe Greatman Music unenge warohwa hako ne Kambucha lite😅😅Hausiwe here Greatman pane ka feeling karikundiudza kuti ndiwe                 🥴🥴🥴🥴🥴🥴🥴Ndatoenda kunotsvaga Greatman Music ndikungoona 1 chete ine kaBlue tik Saka ndiwe iwewe wakanyora 🤣😂🤣😂

March 17, 2024

Yaa Fantan Chill Spot Akomborerwa Mai Vake Vatengerwa Aquar Mukadzi Wake Atengerwa Benz Na Sir Wicknell Aiwa Varikuoembera Nemufaro

These are the sort of PRICELESS reactions that make me so happy and make my HEART melt...Zvimwe zvese ratove DRAMA... Iye Blaz wamunoti Fantan uyu Pane andiudza kuti nhasi ibirthday rake...Zvino ndomuitirei ko ??? Akazo roora here ??? The last time i heard he was divorced ??? Kana ainaye Mukadzi pamberi pa Mwari ini handione hangu paine chakaipa kuti Mukadzi               wake aitewo ka Benz C class kaye keku ma 30 thousand uye na ivo Amai vake ava vaka muzvara vacho muzuva ranhasi ivo vane kodzero yeku parka ka AQUA mu yard mavo kekuno tengesa chingwa pa ma shops nekuendesa ku church ne shoko rimwe chete ravataura randino bvumirana naro rekuti MWARI VAKA NAKA...             Ndireg

March 17, 2024

Mashura Vanhu Vakuda ku Trender Nezvimwe Chisionekwi Swagger Achikweshwa Mukosho Ne Boyfriend Yake Tavhunduka

Mashura Vanhu Vakuda ku Trender Nezvimwe Chisionekwi Swagger Achikweshwa Mukosho Ne Boyfriend Yake Tavhunduka     Swagger Ne Boyfriend Yake Vavekuda Kuchata wow Zvinofadza Izvi Congratulations 🎊 👏 💐 Honai Rudoo Rurikupisa🤪🤪🤪🫣😳😳

141 142 143 144 145