Hanzi naTinashe zvekeke rinobhururuka takatotaura nemunin'ina wangu kuti kwaMaphosa hatina kumbozviona 🤣🤣🤣🤣 sekuru vangu mune drama Zimuto 🤣🤣🤣🤣Money is nolonger the root of all evil but ATTENTION isNow I understand panonzi from hero to zero, grace to grass🥲🥲Ndopaunoona kuti Satan akaita kudhanaira achipindira zvake Tinashe akaoma moyoIt ended in Nyaka Nyaka hazvo but for that moment aiwa zvaibuda so sweet 😅Paanopiwa sadza nemuto kujere l think anombofunga cake iro 😂kkkkkkk but imi vanhu vese ava varipi or vaivepi kuzosvika Mai vaye vavharirwe🤣🤣🤣🤣🤣Kuda kufadza ma Zimbabweans anotozvitamburirawo ndokunonzi kushaya njere kuda kupihwa mbiri nevanhu vari kutonetsekawo zvavo zvikagokupei live within your means mai tt vanhu vakangotanga kuvar
Mhosva wakabva waita kurasa handsome gudo kudaro waukuita take take natyra dzimwe nguva ndinombogaya kuti ndiwe baba vadzabuBut apa Bete Mumukakawataura hako shuwa,ndakatombocommenterwo kupage kwa admire kuty where is handsome gudo cz he helped in his successOky handsome gudo akataura wani kuti akafaswa nebasa mongotaurawo pamusina kuswera akatoposta wani ega akati haasikubatika coz of work🙌🙌🙌🙌🙌🙄Muchapedzisira futi makuti ane mwana Mbuya vaPiyasoni aaah munhuu haumugoniNdozvarinoita zingochane riya rakatamba nhamo nana sis mecky joni ukonrichirara pasi asi radzoka kuno kana kumboyeuka, ane obsession nehwaga rekwangundu ungatoti aida kuitwa mukadzi, the way that shwmale ignores vanhu vaive naya ka🐍Vanhu why muchiita basa nezvinhu zvsingakupe sadza kumba kwako , ska cher
Uyu mface akabhaiza & Ari kuwedzera kubhaiza manje Mari yaOlinda vakaipiwa vasiri pastage ,holy akatoiisa pakanaka iyo yakazopiwa pastage hajasi olinda rimwewo fan orasa hake Mari akunyepa kuti yaOlinda taisaida iyo yakarongedzwa takatarisa kuda kukanganisa futi reresheniship yaholy namai nkomoIt was gonna be more nice if it was left unexplained mozozvi taura kana kuchi next year uko. But reason yacho makes sense alot. Ngayiraswe mari yavo ivo. Kwavo vanotambura Valera here.Olinda is just a fan yaHoly 10 zvinogona kungoitwa nemunhu wese asi manje chimpanzi chemop mumusoro ichoo chakafunga kutrender nekuti charasa mari yaOlinda?? Hayas dzungu racho🚮🚮🚮Vanoziva kumarketer vese vari 3 handiti vachirimo muUK vachatombotenderera kune mamwe mashows avowo,OC chero kuhigh tea anototi a
They look together ..I mean they look each other aaah hameno they both same sameThey look together,, they look both I mean they look equal vakafanana mhaniKwahi pamunenge muchigadzira munhu anenge akavhura maziso ndiye anofanana nemwana ,mukavhura maziso mese mwana anoita half face yamai half yababa , winky apa anga akavhurisa maziso achigadzira mwana uyu😄😄😄Ko mumvuri waka nzvengawo winky d here vakomana
Mhofu yemukono Murume zvekuti mukadzi ane magaro mahips izvo Mhofu havazvibhare izvozvo munosiyiwa nemazigaro iwayo . Ndokuti Mhofu yemokono vazvina basa kuti irovha haana mari Mhofu yemukono Murume asingatongi ne mukadzi ndokuti Mhofu. Vakadzi muziva kuti kuita magaro hips mari hayisi achievement mumariaji or murudo ipapo muno batsirika. Ngoni aka pushiwa kuita chihure ne mukadzi nekuti mukadzi ayienda kunozudza matako Pa public kunana level then nhasi Mhofu vomira semukono zvorwadza waku player victim Dudza kwana . Why pese pese ndiwe unotadzirwa mu vanhu mumariaji Haa kwana. Kana Zimbabwe 🇿🇼 public inochema na Mhofu wakaita Murume abuse nekuti irovha nenyaya ye kuda malove ne malike . Mhofu vakasvika pakuhura nekuti wakavavhisa Chiremer
There's nothing to celebrate here in all honesty... Feelings Change, people change, relationship or marriage ends.. Such is life. Tose tine shuviro yekuti dzimba dzimire, yekuroorwa wo, yekuwana anotidawo, anotichengeta ... Iko kana vanhu maroorana or kugarisana chasara kurambana kana kufirwa asi inenge iri shuviro ye munhu kuti muchembedzane or kusvitsana murufu mune zvakanaka zvinozoenda ne pamwe. At least even after defending the man like she said aita a bold move akabuda, aigona kuramba anaye out of nyadzi kuti saka zvinozonzii?... We have all at one time covered up for people we love, who have hurt us in some way out of love, giving second chances and thinking they'll change zviriko hazvina kutanga naye. It is well ❤️❤️❤️❤️❤️Chie aye aanoita it's for co
But mabrijo haana kumbishata guys mmmmm kungodawo henyu kumuwanzira but vazvinji vedu takatongoitawo saye🤔😂😂😂🤣makeup unongoigeza wodzokera kuipa vamwe we dont put make up not kuti we cant afford kusatoda plus pamwe pachona unotoona kuti ukushora mwari hiding your natural beauty 😂😂😂😂😂 putting on makeup hazvireve mune mari plizHakuna mukadzi akashata sue inhamo inoita kut munhu ushate😂😂😂🤣makeup unongoigeza wodzokera kuipa vamwe we dont put make up not kuti we cant afford kusatoda plus pamwe pachona unotoona kuti ukushora mwari hiding your natural beauty 😂😂😂😂😂 putting on makeup hazvireve mune mari pliz😂😂😂🤣makeup unongoigeza wodzokera kuipa vamwe we dont put make up not kuti we cant afford kusatoda plus pamwe pachona unotoona
Chipo akachena bt zvake hazvidhure ....vamww zvakanaka asi Havana kufitwa uye zhinodhuraChipo akapedzera because avo vese mabig fish Chipo kahove kekumamishaPana orinda haaaa its not make sure....Pokello agara anofitwa she knows how to dress herself zvinobva zvabuda soo suwitiOnly one person never tries too hard… she understands fashion language and takes it easy.Pana orinda haaaa its not make sure....Pokello agara anofitwa she knows how to dress herself zvinobva zvabuda soo suwiti
Isn't all his kids are from a whole lot of different mums, so from anyone even vasiri his wivesSaka boss mukaka pa vaiti vamwe vana vachauya vaireva namainini herehant pa13 vakasimuka vaya pane vamwe vaiva vasitoripoThese days chatosimba wena, kwete during Green bomber wedding chaive chakahonda zvinenge doord reShiri.Ko iwo mafuta rudziiko arikusvuura makanda evanhu kudai chasara kuona mabhonzo panze
Iwe ukaona kutsvuka ndokugeza here njuzu dzeblack hausatiwambodziona here dzogara 24/7 mumvura musiuno wakati tilda akuzvinyima yekugeza nekuti mutemaYaa anogeza hake bt pama pics filter inozobata basa zvakafanana na Regina Daniel zvaanombobuda ari nezvaunozoona pasina filter saka ndinoti ma phn manyama arikubata basaSis Poki vanogeza yoo . Zvekudzi mubhishu ratove haro drama . Zviri kubuda siwiti kana murungu billionaire anotora hake sis Pokello Nare - Topic. Mason iya pakugeza zvavo.