Thursday, May 29

News News

October 04, 2023

Patricia Jackie Oti Doreen Masomera Akauraisa Munhu Nemadragsss Zvinoshamisa Zvinotyisa Munhu Kudonha Kubva Afa

Apa paflat ra doreen masomere after atengesera mwana uyu madrugs pamba pake mwana akabva amwa overdose ndokukwira paflat 7th floor akasticker ndokuzvidonhedzera pasi part 2         Zvinopera mushe here nyaya idzi vakadzi soka Dayi Mwari vatibatsira chokwadi tave nerudo pakati peduZvako ndezve kuti no to drug abuse here. Or ndezvekufambisa page rako nemakuhwa. Wadii wareporta nyaya kumapurisa. Wasiira vedare redzimhosva.           Ini ndakagarisana nemunhu aitengesa Bronco nema drugs panext handina musi wandakaona achitengesera pamba and they even said it pamba it's a no ndingatonovhura musika for pretense         sekutenge ndikuita mafruits iye achimhanyisa basa rake saka ha

October 04, 2023

Tytan Oramba Kuti Akati Olinda Ane Edzi

Tytan oramba Hanzi handina kumboti uyo ane Aids Olinda  Izvi Zvaitik Paradio         EchaivhiHim : Mai nadi tinovada Olla.. You and who Him: me in plural Olla: ooh I thought you and Ajigija😂😂😂           Audzwa kuti ukangotaura zvisina basa I will sue you Ndave qualified Gweta kaini😂😂😂😂

October 04, 2023

Patricia Jackie Zvobuda Izvo Aironga Kuuraya Maitt Audio Robuda Ndiye Akange Aka Hacker Account Yavo

Patricia Jack ndiye hake aka hacker line ramai Tt paya vanhu mukati kamuchacha anonyepa audio iriko kulive yaDoreen akatora Mari yaiva muecocash social media vanhu vachairayana chokwadi .         Chihera ayitaura chokwadi kuti Pattricia Jack ndiye aiva mastermind of zvakaipa paitamba Nasis mai Fifi chokwadi chazobuda nhasi.         Haaa PJ ibasa kubva ndichatanga kumuziva pakafa mwana wa Dadiso blacks akanoba shangu kurufu vana sis Melly vaiveko kurufu zvikanyadzisa wani

October 04, 2023

Patricia Jackie Oti Doreen Urikurwira Maitt Pakuti Kudii Iwe Uchavatevera Kujeri Nenyaya Yema Drugs

Nhai ghost ndinotora mari how haha hauone mafunnies tell your doreen to play the who conversation taitochema tese tahackerwa mapage ngaplayer pekuti mari mueconet hauone ndezvekupenga doreen page and         my page were hacked at the same time mubvunze kuti page rake ndiro raishandisa iye aiva asina mari yekuvhurira vaka muhackera ....ini ndaimudza kuti ndabatsirwa how ngaplaye zvese ka nhai..ko hanty econet iriko inongotracer zvese nema conversation iiiiii sanga ndinenge ndine yese zve kana ndichigona mazhets ese aya         HAIWA I SAY NO TO DRUGS DOREEN UNOTYEI NHAI IF U ARE INNOCENT I DARE YOU TO PLAY ALL THE AUDIOS ABOUT NYAYA IYOYO INCLIDINGS YOURS KUTI YAIVA NYAYA YEI YOU JUST PLAYED PAURI KUDA IPA VANHU NYAYA YE

October 04, 2023

Doek and Slay Vakadzi Vaviri Vorwira Blambi Muchimbuzi Zvaita Vabvisane Mboni Yemuziso

A woman was arrested for physically assaulting another woman she suspected of dating her husband at a Doek and Slay Picnic Lifestyle party in Greystone Park on Sunday.           Chantel Tapuwanashe Mudziviri of Mbare National followed Nyasha Jamanda to the toilet and bashed her while she was relieving herself.           She accused Nyasha of dating her husband, only identified as Kumbi.

October 04, 2023

Kubvisana Mboni Yemuziso Doek And Slay Haina kuzopera Mushe Vakadzi Vakurwira Blambii Muchimbuzi

A woman was arrested for physically assaulting another woman she suspected of dating her husband at a Doek and Slay Picnic Lifestyle party in Greystone Park on Sunday.         Chantel Tapuwanashe Mudziviri of Mbare National followed Nyasha Jamanda to the toilet and bashed her while she was relieving herself.         She accused Nyasha of dating her husband, only identified as Kumbi.

October 02, 2023

Madamboss Nyaradzo Votsamwisa Vanhu Sei Asirikubatsirawo Kurufu Kwa Shema Anongoda Zvinomu Benefit

Gogo vaRuva vakashaya makapawo help yei asi mabasa anoitqana Shema momaona asi ukaita zvimuchato zvako vanhu vemacomoanies vanoita madonations ana           Nyaradzo asi apa wawakati zii asi zvevamwe nezvidina basa munoposter pamapage enyu ko kubatsirawo Shema akuita basa hombe hamugone moda zvine mabenefits mune hutsinye imi hamuna basa nevarombo

October 02, 2023

Zvobuda Pachena Muchato Wa Joseph Madziire Raive Skit Zvinhu Zvanhu Zvinokunda Ngoma Kurira

Ndini nani takunyatsogaya kuti roora riya raiva skit?.Because hazvisi kumeka sense.Noise yavakaita pano zuva racho sei vakabva vangoti zii?         Sei kwanga kungori nevanhu vari popular.Shuwa roora kuendwa naJah P ari munyai, VaMutarisi, Aunty Zozo, Minister Machaikaire, George Billionare,Posh etc..Zvaitoshura zviya.           Anga anyanya kukoshei Mellisa wacho kusimudza vanhu vese ivavo kuti vauye kuzoombera kuna Mai naBaba vake?😂😂😂😂           Handity zvakazonzi muchato wadamburwa ere murume ayenda narich aunty nhai..vakarambana vanhu vaye kare🤣Ngavauye pano vatiudze kuti hurongwa hwavo hwamira sei 🤣

October 02, 2023

Zimbabweans Auxilia Munangagwa Onzi Seiko Asiri Kumirawo Na Leah Semunhu Wemukadzi Zvakaoma Mufunge

Auxilia urimukadzi rudzii usingamire na Leah shuwa kunyadziswa nemwana wako kuenda pane munhu akambotizira kuGhana .           Leah ndofunga akungochema kungogarirawo soft life hake .iye jnr ndofunga arikudyiwa blambi nechikapa kuti asave netarisiro naleah Mai Auxilia           Munangangwa ukaisa action isusu tikupinda mumastreet imba ya Leah haingambopunzike takatarisa           Tozopindira mujolo takatadza maElections akangobiwa takatarisa 😆🤣ngatishandirei mhuri dzedu vaskana

October 02, 2023

Mudiwa Hood Oganza Ndine 9 Latest Phones Ukaona Uchisaver Mari Kutenga Phone Gara Waregedza Une Nhamo

Dear Mentee   If getting any of these is an achievement or your set target 🎯 this year😢, YOU need to redefine your goals and set your priorities right, so far there is nothing serious you are planning if your main goal is a phone…         None of these gadgets should be on a list of goals of a serious adult above 18 in 2023…if you can’t casually buy these, don’t force it wangu…Saving money 💰 to get any of these, is a flawed concept…             Few years ago, I couldn’t afford any of these, I went on to graduate 👨‍🎓 in PhD pending…Masters in Finance, on top of other degrees, worked 8 years in a bank, ran businesses, did mus

198 199 200 201 202