THANKS POKELLO FOR GIVING ME THE VIDEO ❤️❤️❤️ CHIHURE CHAKO CHINOYEMURIKA ❤️❤️❤️ PASS MY REGARDS TO YOUR HUSBAND EMMY JNR my dear friend 😘 I LOVE YOU BOTH ❤️🥰 #HOMWE_iHOMWE👏👏👏 #DISCLAIMER : I DON'T HAVE ANY RIGHTS TO THE MUSIC PLAYED .NO COPYRIGHT INFRINGEMENT INTENDED. Haibo how come to you?She gave you the video as in, leak this for me Tate I am not a sidedish I'm a whole menu.🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Iye aimbobvumirei kupindira nyaya dzevanhu rume, ungatumwa kuuraya murume wako neumwe munhu wotobvuma, ndiko kupenga ikoko! She is a danger to the kids too anogona kutozvipedzisa ne vana vake to fix Chiwenga🤷♂️, just like akamutuma kuuraya Chiwenga akutoda kufa nenyika like his predecessor🤣🤭😂 kurwa handi kwedu, asi kwaMwari, yes kutadza anenge akatadza Mary but punishing her to this extend its inhuman, better dai vakamuuraya havo akazorora,
Doreen Opopota Ketina Anehutsinye Handimukumbiri Mari Akandinyepera Kuti Nditore Passport YekuMalawi Handina Basa Naye Ndakabiirw 4k Usd Ketty ane hutsinye sure kuitira mwana wamai vko hutsinyeKetty anehutsinye kunemun'ina vake Vanhu havazvioni End aribully zvisingaite Ndiye aifumura zvemumba maDoreen kubva kare Kutuka vana vake nemurume Makambonzwa Doreen achituka murume kana vana vaKetty?
Congratulations Terry abuda mugota ❤❤Muimbi Wedu Watinoda Chose Mwari Akukomborere Mupei malove nemalikes zvinovengwa chete nemuroyi Congratulations ❤️❤️❤️Terry I love you bro I'm happy for you may God protect wanano yenyu
Wakakanharo apa 4vana wese hawasi wemurume haaaa pakaipa apa hanzi anonyeba murandarume uyu🤣🤣🤣🤣#everyone Ndipo paunonzwa vanhu vachizvisimbisa heeee ane tattoo ihure heeeee anopfeka zvinhu zvisingaite heeeeee face yake ndeye chibhishu kwaaaa musingadi henyu kugeza hezvooo abiya enyu ma waifi meterial manyama vana 4 vese havasi ve murume 🤣😂😂😂apa face yachooo haitombofungirwa kuti unoita zvechipfambi😂🤣🫣 Kushinga kwakaita face ndokushinga kwakaita moyo 🤔Hutsinye chaihwo...mai ava vakaoma moyo hmmm...4 here veduwe
Haaa mazuvano mafira hausi kunyatsodzi fambira Iwewe ko kusatiudza kuti Aunt Jack Ngarande vakazvitakura chii chakadaro uripi Imi Jack aita mimba riiniYoweeee! 🤣🤣🤣🤣 Zvarinhi nhaimi aiwa mira ndipinde mumastreets kwacho 🤣
Ndapihwawo change paMbare.ichokwadi here kuti pane US$35 yakabatana. Vapfanha vacho vanobhosha masuspect Havana basa unosenza muGovernment...🎶😂Vafanha vacho vabhosha ma saskam avanabasa unosenza mugavhumendi vanongorova nechidhuura avatarise face. fanika mwedzi wakupera vasina ye rent . Killer T singing
Mbiri yababa ava ndeyei chaizvo kunze kwezvinzeve nekushaya mazino,neumbavha kutengesera vanhu massylum amuzasi memuti. izvezvi chakutanga kudenha Chamisa,waona kuti vamwe vakupihwa mota nezanu wakutanga kuda kupindira pausingakwane,waiti uchapihwawo here rombe romunhu zimbavha stay clearance siya Nero,kana uchiti kumba kuri bhoo urikuitei muSA zidhara rakashata kunge hameno,wapera wakuda kutsvaga mbiri nekutuka macitizens manje hapana anoteerera zvaunotaura zimbavhaArikuita kunge ariku Advertizer Zvipembere neShato face yake.Kushinga kwakaita face ndokushinga kwakaita moyo 🤔
Tikaziva kuti OPEN UNIVERSITY Inenge DANHIKO Chete munobatsirika 😂🤣😭😭 Law it’s not that easy here for you to actually practice it here unenge wafamba zvakati ooo not izvi zveka online course kaitwa ke open university aka mbuya iyi inofunga kuti we are all madununu 😂😭🤣 Tisingatsvinye zvedu asi ndiyani anoda lawyer rinorwara nepfungwa riri pamapiritsi epfungwa. Iwe Olinda nyaya yako yekunyepa. 20000 a day unoibatepi iwe uchishandisa credit card wakazara nezvikwereti. Penga chinyararire.
#COUNCIL - Councillor Denford Ngadziore raised an issue of wearing scarfs in council today and he was supported by Councillor Happymore Gotora. Councillor Ngadziore said he now feel like he is at a political gathering whereas Councillor Happymore Gotora urged new Councillors to dress properly when attending Full Council and Special council meetings. A Zanu Pf Councillor Cllr Theresa Thomas said the scarf resembles the Zimbabwean Flag. The Mayor of the City of Harare Councillor Ian Makone then banned political party colours in Council Chambers. Evan Mawarire was banned from wearing a Zimbabwean flag by zanu pf seems like we are a comedy n