Thursday, May 29

News News

September 24, 2023

Zimbabweans Oti Mweya Wabata Mwana Wamaitt Tt Wakashatisa Zvavekuda Kutonamatira And Musati Siyai Mwana Achirasika

This so wrong mweya wabata mwana wakashatisisa uyu akashaya munhu akagara naye pasi kutsiura zvakanaka         Hanzi siyai mwana 🀣🀣🀣🀣🀣🀣 asi painzi Dzabu mwana waMohadi makabuda zenze. The other day Micky akaumburudzwa pano achinzi idofo mwana wegrade 2 anobudirwa shavi nemambuya achena yongindawu.         Kwanai imi kana mafunga kusiya vana siyai vese kana mafunga kuundura motopfeka mabulletproof

September 24, 2023

Strive Masiyiwa And James Manyika Two Zimbabwean Millionares Pioneers In Technology And Artificial Intelligence

Two of Zimbabwe’s bright minds and pioneers in technology met to talk about Artificial Intelligence and what it means to the world.         Strive Masiyiwa started Zimbabwe’s biggest mobile phone company, Econet, and he now owns many tech companies.         James Manyika is the first Senior Vice President of Technology and Society at Google, reporting directly to Google CEO Sundar Pichai.         Strive talks about how the mobile revolution changed the communication reality in Zimbabwe where the waiting time for a landline phone was 14 years.         Strive said that Singapore gets more direct investment from outside than the whole African

September 24, 2023

Gold Mafia Eubert Angel And Munangagwa Enjoying Zvavo Ku America Mari Yenyika Yavanoba While Zimbabweans Suffering

They are busy enjoying their lives , whilst the Majority in Zim are Suffering , Just Remember all good things & life has an ending , nothing lasts forever         After being exposed as a criminal money laundering mastermind and gold smuggling kingpin in the Al Jazeera Gold Mafia films, false prophet Uebert Angel was pictured today with Zimbabwe’s President, Emmerson Mnangagwa in New York showing that nothing has changed!         Uebert Angel is Mnangagwa’s weirdly titled, Ambassador at Large. He is a criminal who uses religion to mask his dodgy activities.       The British citizen has two Zimbabwean identity cards with different dates of birth. He uses his proximity to p

September 24, 2023

Chihera Ofumura Maloti Baby RaHwinza Imbavha Yaikwirwa Na Mambo Ndini & Seh Calaz Aka Bhanwa Mabhawa Ese Embinga

Chihera Ofumura Maloti Baby RaHwinza Imbavha Yaikwirwa Na Mambo Ndini & Seh Calaz Aka Bhanwa Mabhawa Ese Embinga         Mai Wayne team Highfield's mallote from SA to zim ma girls ma gangsters bvunza inini yanga iri next door yangu anonwa bronco uyo           Kkkkkkkkkkk haaaaaa murigarooo chihera kkkkkkkkkkk kuswerera makuhwaaa muchitadzaa kushanda ikoko tikwanirei mhaniiiπŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ˜… yaaaa soooo sakaa iweee zvesee izvo tatitiudze hreπŸ˜πŸ˜πŸ˜πŸ˜πŸ˜… uyeee pawataura panee akupaa mari hre ..         Kwanai mainini Chimbomirai makuhwaaWakazviona urikupi zvese izvii taura uchiti hanziiii

September 24, 2023

Seh Calaz Voti Sauro Souljah love Akauraiwa Mazimbabweans Hatina Kumira Naye Honai Zvinoita Ma Nigerians Mohbad Avekutoitwa Post-mortem

The power of music πŸ‘πŸΏπŸ‘πŸΏπŸ‘πŸΏ Nigerians vamira πŸ‘ŠπŸΏπŸ‘ŠπŸΏ Pana Sauro           zvakangogumira Kunzi postmortem zvikazongopera zvakadaro ,zvakaoma          Rest easy StarπŸ™πŸΏAkaurairwa kugona muface uyo

September 24, 2023

Tete Mildred Voti Jeri Kwavekunakidza Sungwaiwo Muone Mukabuda Kana Panze Zvinerombo Izvi

Mukai tiende ku jeri kwadirwa sugar.Vasikana vangu vekumachembere kuri sei kwamuri kuno raining and windy.Keep on focusing wth your life time flies.Hakusi kunakidza here inga zvirikufaya           Kujeri kune. More fire tete Dai muri mumwe matendeuka life is too shortImbwa dziri pano dzirikuti bitterness heeeee obsessed heeeee zera mituzvi yenyu yese marombe evanhu hamuna kwamakamboshanda mese munhu wese akashanda kana anoshanda kana akimbo truster munhu             kana kubatsira munhu nemoyo wese feels what Mildred is feeling ochenamirwa futi ototukwa after kubatsirwa it's not easy musaratidze kusafunga kwenyu kana musirikufarira zvirikuitwa naMiddy why go kupage kwake kana ku commenta ma po

September 24, 2023

President Emmerson Vobhadharira Thokozani Kupe Mari Yekuti Anobviswa Zamu Rine Cancer KuIndia Munamatireiwo

HARARE – President Emmerson Mnangagwa has authorised treasury to fund former deputy prime minister and CCC proportional representation legislator Thokozani Khupe’s cancer treatment in India.         Khupe, who was first diagnosed with breast cancer back in May 2011, revealed recently she has had a second cancer attack.         “I have a second cancer attack. I am doing well, and many thanks to those already wishing me well. Together we can beat cancer,” Khupe wrote on X, formerly Twitter.         When her condition was first diagnosed, the 59-year-old underwent treatment and surgery and had one of her breasts removed.       Mnangagwa di

September 24, 2023

Tom Jones Oti Kutuka Kunobhadhara Ndatotenga Mota Nezvituko

My new bby 😍 ndayisaziva kuti kutuka kunobhara soo haa regayi Ketina           Ananiah Ketty Masomera agare achiyita sedzakashota.. congratulations to myself πŸ’–πŸ’–πŸ’–πŸ’–πŸ’–πŸ’–

September 21, 2023

Patricia Jackie Oti Musanditsiura Ofumura Huroyi Wa Doreen Masomera Ndiye Akaremadza Mwana Wake Arimudumbu

Pana doreen masomere musanditsiura guys umm ndamboedza kuzvidzora enough is enough ..veduwee but i need to put her on her place and i will         Ndiri kuuya palive nemukadzi wasimba mandaza mai George munyatsonzwa huroyi hwadoreen ..vanhu vanomunzwira tsitsi muchashamisika nadoreen uyu..kwana pepekale         kwaMandaza pane 1 here waunotaura naye vana tete vese vaSimba wakazara kuvatuka ...wairova bronco nemadrugs wakatakura Mwana dimple boy doctor akataura kuti kudii mwana condition akakonxereswa nani ?         unotuka vanhu nezve Chirwere vakawanda iwe haumwe titaure kwaunotorera?mashoko awandiudza nezvagogo musalad uchiti vari kukumanikidza kuchengeta mwana ...i have evrything uri

September 21, 2023

Tete Masivanda Vosungiswa Na Juliet Chiutsi Iye Oti Votongerwa 3 Weeks Vachirumwa Neinda Netsikidzi

KO Tete masibanda vasungirwei Facebook iyi taiti kutandara veduwe ummm mucharoyanaVanhu wachinyanya kutenga nyaya dzisi dzawo hedee zvakaoma anyway isu zvedu tongoti heno ikoko.           Apa munodakupihwa maCos makuzvitsvagira maCriminal Records hadaa. Kumwe kupusa kunenge kungwara haha πŸ˜„ πŸ˜†.Hameno chembere dzangumhana dzinotamba pafacebook dzisingazivi pekuguma           Vaiti handitye munhu wani hanzi address ndokupai😁Vanhu ngavadzidze kuti Facebook haidi mafeelings honai manje         Paienda Bishop kuporisi paya ndozvavaifambira hr vachifemereka .moreva kufemereka kwaive kutoremerwa neshoko iroro hr rine maletter 4

202 203 204 205 206