Dear Mentee After all is said and done be a doer, eo something to help others achieve their dreams. Sa inini hangu, as a ghetto yut…I am proud to have created jobs for over 360 people and provide decent income for them and their families too, in one of my companies. www.bisepsecurity.co.zw I am still looking for attachees studying hr, administration and accounts. Follow Bisep Security and Apply here ceo@disruptmedia.media In other my other companies we are looking for 1. an operations guy, with class 4 license, full knowledge on operating a pump meter, decanting services and supervising in operations dept. 2.
Kudyiwa na NATALIE Kusvika Waita Lodger. Taneta nevakadzi vanongoti l won't date a broke man iwe what are you bringing to the table or you can even sell the table yhoo we are tayadhi ukashanda unoona kuti zvinhu zvaurikuhurira zvaka cheaperMunyeza akaita hutsinye paaive African Sun Kudonhedza Hotel serve kusara isina kana kobo Vanhu kutambura Company kuvhara kana one akawana mari Ngaaroje zvake😏
Talent chiwenga anongoti kasoro kanenge damba ngatisiire Neroo wedu💛💛💛💛2028 acha svika agoramba futi achingo nyora ma verse. Wozoona kuti anenge muzanu lite. Kkkkkkk Nero vhura church hako siyana nekuda kutamba nepfungwa dzedu Tiripachirangano we still believe in miracles nyangwe zvazvo zvichiita sekuti hapana chirikufamba but we still have Faith in You Nero.
Tinashe hunhu hwake kunge anoziva too much if Tinashe Mugabe wasn't strong dai asiri paari so ..remember achimudiser neprogram yake MAZINDEBVU ARO kuda kukumbirwa iye ega ZANU ichakudzikamisa Mutarisi is a clout chaser ngaangotengera ma cancer patients chemo therapy machines toziva imbinga isina noise,I don't see anything ne book re how to make money asatisvota mhani Seems like Tinashe Mutarisi said a lot without actually saying a lot and he is also a successful businessman and has also created employment for a lot of people. And he is also a family man its refreshing to hear something different for a change on how other people prosper and get things done in business. Zvino vatsika magar
Don’t judge her. Some of you, got away with murder and you pretend to be holy yet you are evil. You ill treat maids, underpay your workers, mistreat your step sons and daughters. Some of you aborted, you go to nyanga and cast spells to people who did not do anything wrong to you. Vamwe, you destroyed some happy marriages because of selfishness. The fact that you wer not in jail doesn’t make you clean. Ari nani mhosva dzake dzakayanikwa, ko Iwe uri bere rakapfeka dehwe rehwai. What she did is wrong, acceptance and repentance takes time. One day at a time . The Queen of Peace ✌️! Achava munhu mutsva! 🦍🦍🦍 Zvikiti matonyengwa mkanwa. Makuton
Before I waste money kuenda ku N’anga kunoroya chinhu chakafa Kare Kare ndotenga ma stambo Imbwa Iwe enda unowedzerwa mapiritsi e musoro . Tumirai ini zvangu mari yacho pane kunyeperwa na Orinda kunzi makaenda ku n'anga kunomuroya chii chinoriyeka paari uya nemasamba akazara pahuro apa anofamba achiita kudzedzereka nyama dzakaita kurembera Lorraine Lolo a oroyawo honye idzodzo ndiani zi ashawo Haaa zvaMwari chaizvo Olinda anokuremera. Kuremerwa nechinhu chakafa kare chero ukatengesa masadza mirioni hamusvike pana Olinda Olinda is a very sick woman. It sounds like you’re now a new obsession.Ichooooo chimhamha vamwe vachiratidza ma deeds a
LEADERSHIP The new Mayor of Bulawayo David Coltart said he will not be getting a Mayoral vehicle for the next 5 years preferring to have those funds used for the development of Bulawayo instead He said currently Bulawayo only has 6 maDhodhabin trucks (refuse collection trucks) and only 5 ambulances This is the leadership we want! This is the kind of leadership that can take Zimbabwe out of the current mess David Coltart was the Minister of Education during the Inclusive Government.He was at the time member of the MDC Mutambara which would later be led by Welshman Ncube Source #Asake CITE
Nhasi ndapotsa ndayenda kumukuru ndisina kupfeka ndibetserewo kutenda Mai Nandi veduwe marie iya yasvika honai ma recept aya ndakuchotanga manje business rangu rema nails askana 🙏🙏 Ndatoti regai ndimhaye vasati va revesa marie yavo 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 I am going to buy full kit yema nails askana mwari ngamukomborere Olinda Chapel-Nkomo
Natasha u have lost my respectAhhhh who respects Natasha anyway, she's Jeremiah omotos spiritual daughter. If you know you know. Daughter of a native doctor and she's a scammer. Why would a normal person respect Natasha omg Moda amuvengerei Natasha l love you hausi Mwari unovenga vanhu, ED achatongwa naMwari not vazodziwa vaMwari Natasha I bridge rekutiyanbutsa kuti titebdeuke muzvivi zvedu so aripabasa raMwari
Anna uku feeler sei shugera akazowana umaqondana wakhe😍❤️dhubhayi uko vachidla zvavo nyika rutivi🫦🫦 Life goes on iwe vangani vawakadanana navo vausina kuzoroorana navo?Hazvina basa Anna hanty iwewe utori nebeach rako😂😂😂😂 munoda kupa Anna pressure imi vanhu thats why ave desperate for marriage mazuvano