Reputation matters mukadzi we sex tape haaendeswe kuma family functions. Unogara kubhahwa ndo kwako ikoko……chero mukandituka kuti handina mari, ku State House Pokello haapinde zvekumhanyaπππππππππππππππSay dt again handzi hee ane class,vane class havaitwe ma side bishu dai akakosha akaroorwa kwake egaπππππAll these people are on social media .its obvious mukadzi wemurume uyu knows kuti pokelo is there.a lot of people here vanodyiwa musaga,vamwe ma side dish but chikuru apa uyu aka secure hake bag rake.vana vake vagerwTaura hako ne class yake iyoyo arikungodyirwa musaga π¦ nekuwonekera kweZebra kuye inongogara musango mune Shumba wanike ana mbwa nana dhongi nekushata ikoko varikuraramira muyard imwe chete nevanhu
Bishu afara wena ko tete vangotiratidza 1bishu chete ko rimwe racho riya riya ndoratanga takatarisiraπ«£Ko bishu haana kubuda pakabuda vamwe inga ana sekuru vakarepa vakabuditswa waniSister vakavharisa havo nechi marriage chenhema apa iwe unenge wakafirira kuti ndiri mu marriage munhu achiti chi marriage chenhemaInini ndir bishu ....ndir kuti ndir hre eee ndakazomboita chimarriage changu chenhema nhemq π π€£ π π π π€£ π π π π€£ π π π π€£ π π π π€£ π π π π€£ π π
Gogo avo vakarasika. Vanonzi Fadzai Bangure vachibva kwa Munyeveri Village, Chief Chimombe kwaGutu Kana pane angavaziva assist please. Vari paMarimba Police. Vari kuti last born yavo inodzidza pa Chimombe high School and she intended to go to Norton where she had been invited by her daughter Patricia Munyeveri. Sendai kuma group akawanda awane rubatsiroπ₯π₯π₯
Zvemerieji apachina zvapo after matorà makore muchitsvaka mwana auya mozoti um not going to post???? Thats not itImi vanhu vanongoti kupost kupost kune basa reiko kupost mwana dai vanhu vose vaiti vakazvara vana murume nemukadzi vopost zvaibuda here imi venyu mukazvara moudzirwa nani zvekuita mukwane hamupenge imiNgoni is sick and tired of being sick and tired π π π do you Ngoni mari kumberi,asi akatanga zvekuita MC rinhi?ndaifunga his the shy type…anyhow gud 4 uIf he failed to post his son why would he post his daughter....he is a fair man. He is just Treating all his women the same, Uri chibaba
Titanic ari kwese kunzungu nekunyimo. Ukaziva izvi you will understand why ane kahu feminine.I have realized that when you're male and light in complexion you always get such an inferior misjudgement. People will think maybe you're not manly enough or u have a small d!ck or something but its the opposite. Even kuchikoro vanhu vaindi buller around then later find out kuti ndairova and i was even more stronger than vakashata vacho lol. Nice looking niggaz are the most dangerous in everything trust meFilter yaTallyn yakawoma Veduwe. Heya Nox akashata kudai? Ka face kuita kunge mutsumwarumwa.Handisi kuti chiii kana kuti chiii asi tytan Ane kahu feminine kainako hake Zvemubrugwa make handichataure hangu asi hamuna chinhu baa kkkHe is a very good looking guy with a very minimize
Makorokoto mai Dzabu! Madam Boss. This is the generation yakuzvarwa Baba Archbishop Ezekiel Guti vaenda. πThe Testament will see them through. Ngaawanzwe Makomborero!Mufi nemwana zvasangana papiko baba Guti varikukwaniswa papi pakuzvarwa kwa Dzabu ane dramawo uyuHanzi generation yakuzvarwa baba Guti vafa meaning vachakura vasina guidance and teachings dzababa GutiNhai iwe Fungisai.Baba Guti vanei naDzabu????..Ndosaka uchikundwa kuimba naDorcas Moyo.Tuziso
Na Tete tiridha vanga vanoona futi Mai venyu ? Ma saskam manyama zvikiti muri zvireshe last number vanhu votadza kushanyira vasungwa nekuti mukono wenyu wetsambarafuta ndokwauri anokoshera imi momunzvaKo zvaimbonzi vana vari pasi pe18 havapinde kujeri kunoona Hama dzavo ko avo vacheche varikutogarako vakaita mhosva dzei uye why vana ava vari mukatii vakambobarirwa kupi apa ngavawandeUkaona usiri mujeri or mu hospital tenda mwari.....that life is not easy....let's pray and normalize kuvhura hombeAkufurira vasungwa kuhwanda nemamask kutya ma camera so that awane vekunyara navo .vasungwa vaizvifarira kare ava vasingakendenge asati aveko iye Zhantali ------π€£π€£Saka vanha ava vakazvarirwa mukati or unosungwa uinemwana nhumbu dzinoitirwa kudze or what can someone balance meAll haters lov
Zvavo Mai Harare kudla nerifa chero mjolo haumbofungi pakadaiππππVakapinda mu hospital vachidai varwere vanogona kupona , uyu utori mushonga chaiwo ππππππππPamelah Tamirah ddnt know Tinashe aitobatikana zvekudaro π€£π€£π€£π€£pandazongonzwa kuti Baba Harare ndikati ooh finishKungoti ndiri munhu mukuru, uye ndine vana vakura, handikwanise kutaura zvandiri kuda kutaura. Anyway ndongoti Mwari komborerai Baba Harareπ Madhiri ekuda kutora vakadzi vevanhu baba Harare mirai izvozvo imwiiiSaka imi munoti tinashe agaregedze kurwadziwa pakadai
Evangelist vakafirwa vakazowana Doc Enerst they have been together for very long time..chipoko unebasa kkk kokungoti rest in peace zwemamarriage avakasiya zwinei too much information
Zvanzi Sisi Poki varamba kudyirwa musaga vatuma Wicknell kuposta achitetena finance yenyika naEmmerson Mnangagwa juniorπππππππHanditi makava Seka kuti Havana kuendwa navo kumuchato, this is her showing you munhu wakewo π€£π€£π€£Vamwe ndoo vanenge vari kumba vachibuda vakapfeka zvakadzikama imi muri wekubhawa kusiyana kwemarevhuro shuwa π π π πππ€£π€£π€£apa mukadzi wake ariko kumba mugumbezi neheater iwe urikubhawa uchigwagwadza nechando π€£πππ