Pana Tapiwa Makore Snr naTafadzwa Shamba matigonera ko pana Munyaradzi Mawadze mati tiite sei? Akacheka Sypho pahuro the same way yakatochekwa Tapiwa iya kwakumusiya musango for days akazowanikwa adyiwa dyiwa nemasvosve asviba kuti tsva hawaimbofunga kuti munhu. Munyaradzi akaita more than 3 weeks achitorarama fani life yake like nothing had happened and achitoshandisa phone yaSypho to text and distract people vaitsvaga Sypho kuti vafunge kuti mupenyu ane kwaari. Kutomucreatera nyaya yekunzi akatiza zvikwereti akaenda kuSouth Africa. Kutonyeberawo kubatsira vaitsvaga kutsvaga Sypho wacho. Sypho aitova futi second victim , Munyaradzi akambokanda imwe student yepaUZ mudam vachinetsana nenyaya yelaptop. Evidence paboth cases iripo zvekuti . Munyaradzi Mawadze anotongwa riini.?Mutongo waTapiwa
Lets donate Sheets and duvet's . Zvema 2 in 1 zvoitisa sinus izviZikugumbezi....zikugudza.....zikujira...probability of sweating and smelling is 99.9% lolZvipoko hazvizorore shuwa. Regai August asvike muroverwe màkuva zvimwe mungazorora aaahMr DNA makatovata zvenyu mukai mukai kwaita basa uko toda kunzwa the probability🤞
Umwe Hati mhofu kwane mwana handei tinobereka zvikanzi mhanya kaiwe unobereka 🤣🤣Imba yavo yakasoparara kare both no longer wear rings, imi ndimi murikutivafoseredzeraMhofu ukavaitirq dzungu vanopindura mhinduro manyama chaiyoUyuwo busy nema band asi haasi wake mwana wacho or maybe anga achida kuti ave mkomana ini handichaziviwo gud 9yt😴🥱Tyler Kutenda kkkkkk wotosiya contract dzamaka sainirana manje 😂 haiwawooo vangani vanobereka hubby asipo? Chashamisa nhasi chii nhaimiPanoundurwa vanhu kupage kwaMB mangomuona munhu wacho anoita izvozvo
Sei usiri kuposter mwana , kukundwa naMhosva🤔🤔🤔🤔Murume uyu anondisiririsa apa tyra tenda Mwari wakazviwanira tata vako .vaita kusvetuka pavanzwa kwane mwanaAkaposter imi mozodziwanepi nyaya Mura akasungwa hakuchina chekutaura Piwai content. UkoVanhu ava vanotoita zvinhu vachiita kuti tiwane zvekutaura🤣🤣🤣zvimwe tingawawata zvedu, asi murume uyu helped mukadzi wake kubuilder brand asingamixer scandal. Have you ever noticed people who react and congratulate kupage raMB? vana Maicharamba, dorcas moyo , sulu,mukoma lenny zhakata, apostle chivaviro.. all those popular pple vari silent pasocial media vanotoburuka kuterrace umm yeah ... ramba uchirumira muvhu anaconda, chachara chachara pese pese haina deal
Vana KIA mahure manga matomhanya kunobata mwana asati adonha kana guvhu nemaoko iwayo akan'ora anenge abva kubata yekero dzevarume vevanhu madeko acho dzungu nderei? Ko kumbomira mwana odonhawo guvhu. Muchatikuvadzira Dzabu wedu. Blary shit mhani!Iwe basa kungonwa ma morning after nekudzisvotora . Taakuda kuona wako tirikukupa 9months from mwedzi uno. Inga Thomas ariko wani ukudii kungoita mwana wako . Kambwaa.So paunopedza kunyora zvakadai unotonzwa kuti ndagona here? Nekuti ghost munhuTyra makamunyomba mukati haana chibereko now kwane mwana Mwari varatidza simba ravo makuti nanga nanga na lolo makaoma
Tyra chiwedzera mai bee mari kubata dhodho haisi nyore purizi mhuri yawanda iyi🤣🤣🤸♀️🤸♀️tyra munhu bhoo zvekuti honai anopfekedzana namaid wake vangani vanozviita izviMadress ayo akasiyana tarisai ra maid rine malines 2 front iro harinaHezvooo asi hadzisikunatsooneka here hembe idzi kuti dzakasiyanaBata hana yako katatu uchiti ndiri dhanda head andigone kusiyanisa,spot the difference dofo
Ndigadziriseiwo magaro angu ebox please 🙏Hezvooo asi hadzisikunatsooneka here hembe idzi kuti dzakasiyanaWakamakirwa garo nester kkk😂😂😂 ko sei rayinzi rinenge zvidhinha aah masiriri akashayawo apaVanobaikana newe thy think thy can control everyone on media ende usambovanyengerera ndezvavo izvo
Dai angoti ndi ex husband zvekut my husband haris radrama hreIni hangu hazvina kunyasondiitira kuzoisa murume pic afa kana zuva one randakambosangana vachitaurwa nezvavoUyu ndi x hubby wake baba wa Kelly na kupa ndovafa awo uyu myb ndiye akazomurora nowVanhu vanoroorana kana kuzvara vana vose but vagosiyana. That doesnt change kuti ndibaba vevana vake. Besides, ko kana uyo ari iye current husband or even brother or friend. Why muchidaro imi munhu ari pakuchemaUnenge wati ndinyaradzwe nemasahwira wotoona waakutukwa. Disadvantage yekuchemera pa fcbk. You end up waane nhamo 2 yekufirwa neyekutukwa.Dai angoti ndi ex husband zvekut my husband haris radrama hre
Madam Boss please tokumbirawo baby welcome yaDzabu kuHICC.Mwana uyu ndewe nyika mukungozvionawo kuti anga akamirirwa sei.Mukaitira kumwe hatikwane tese.Dzabu anotoda iri HICCHaunyepi kkkkkk Dzaburukanyashadzaishe Tanga takakumiriraDzabu warangarirwa mkoma Mayweather vauya kuzokuita makorokoto vatambirwa nezvigure manyama🤸♀️🤸♀️🤸♀️
patria jack duzvi nhamo inokushupa hausi pa level ra Felly iwe chashamisa chii pakusungwa kwa Felly iwe urimbwa ndosaka wakarambwa nemurume mushure mekunge warara navatezvara unei karombe zihure murume wakaisepiko saka wabvanei kuchikurubi kwacho unozvinetsa iwe waida kuty teki teki na Ketty haade Kuva nehushamwari newe haakude soon akukuitira live nyaya dzese dzawakamuudza nezuro wabva Ku chikurubi ma screen shot tinawo mazisareAifunga muchaimbirwa unongoona katanda karimuziso mangu izvo wanikwe kamuchacha hakapo ndosaka kachizoti ndorema kuita kuteerwa nema monitoring spirits kunjeri iko kakatoudzwa kudhara kuti usaobekere wakabatiswa pasi ende wakafambira mahara nyangwe kwaive ne function wakaendera agendaAsi u think chikurubhi yaya Felistas nhai wese aenda akuda kunoona Mwari wenyu Fel