Friday, February 06

News News

July 12, 2023

Tallyn Oudza Ketina Handikutye Siyana Neni Munyaya Dzako

Wakamama Tallyn taimbokudza kuti ngozi yawatamba nayo iyi mangwana uchachemaNoster agara ane ropa rembwa anongoitwa doormat nevamwe vakadzi paye akadzingwa kuTurkey achinzi hausi classy

July 12, 2023

Mazimbabweans Kwanai Pana Nai Vangakwirane Nemwana Wavo Here Siyai Batsirai Uyu Mai Vacho Votaura

So when you become a Celeb chese chawaita nyika inofanira kuti izive vele or he is just trying hard kuti vanhu vabvise pfungwa iye yekuti anokwirana namai vake.Ummmm zvakaoma pane munhu angakwirane namai vake here ,musaite kunge musina kuzvara imi...KushataMusazodaro veduwee, he is only a young man mungabva maita teki teki naye with such disgusting allegations🙄😳😳 He loves the limelight just like everyone else. Haana waatadzira inga wani

July 12, 2023

Madamboss Vozvara Mwana Mukomana Akafanana Na Mhofu Itai Makorokoto

Madamboss give birth to a bouncing baby boy who looks like mhofu aiwa zvinokudzwa makorokoto We have been together in this journey! Dzabu came early in the morning today! Thank you for your love.

July 11, 2023

Swagger Oti Ketina Unga Zvicompare Neni Ndakaibva Mwiri Wese Nemafuta Iwe Zvingakaa

Ungazvicompare naSwagger iwe Ketty  Swagger chaiye akaibva zvese haana kana zvingaka  Kusekana kwana kamba  Kubaka baka family nezuro makananairwa nezvingaka Amai venyu vanetsa itai go fundStop comparing Ketty nengochani,vanhu 2 vakasiyana.Zvingaka zvaSwager mozviona sei iye achigara akavhara

July 11, 2023

Vanhu Siyanai Na Madamboss Aslong Murume Wake Nehama Vachifara Nezvaanoita

Imi vanhu siyai Tyra uyu munhu wevanhu ende as long as murume wake nekwakaroorwa varibho nazvo imi munei nazvoGo Mai Dzabu go the winning teamHanzi nevateveri vake ndozvoda murume wake nehama dzemurume dzototi zvakanakaEee aaa vekwaakarorwa vanopinda papi hanty chiweti ndechake hake iye Tarisai

July 11, 2023

Dj Shugeta Onzi Hatichaoni Chiweti Mubhurugwa Munechinhu Here Chaperera Kudumbu Piwa Tea Na Anna Honde

Mubhuyugwa mune chinhu here umo nhai daddy shugie🫣Murume wese ane dumbu nedama ifull stop mubhurugwa umu 👐😄 ndosaka ndichida vatete Fully loaded plus huchii 👌Kkkkkkk ndopaunotoona vamwe varume vachishaina imo musina zvirimo kkkkkkk kwaaaaChakadyiwa nedumbu apo maround anobva akura😂😂😂😂Hamuna umo hasha dzese dzakaperera kuzvitama izvo

July 11, 2023

Tocky Vibes One Celebrity Ratakabvisa Kumusha Chimusha Nehuruva Zvikaramba Kupera

Tocky ibasa uyuTakati wagona wabva kwamarange ,asi kahumarange hakabude hako ,zvinetambo Tambo nekurembera kunge gemenzi reko Wadi wambochinja plus kakusiririsa semukadzi Ari pachipari.

July 11, 2023

Baba Harare Vopedza Kudya Bota Revasikana VemuHarare Vese chibaba Chetsambarafuta

Father dhorobha kamukono ketsambarafuta😎Kkkkkkk haaa vanozviendesa pana father city vachiona vachidzorera mombe mudangaHarisi jock imombe yakabva kusina uswa vabatira zvenhu pamusori job com to twon late ndovanhu vanorohwa ne aids and die fast vakapusungwaraPic number 2 musikana akatofizuka kuratidza kutosvotwa akutonzi smayira yekumanikidzwa asi maziso ariku complainer

July 11, 2023

Rose Fake Hama Yamaitt Saka Achinanzva Shure YaKetty Yekufumura Kuti Tt Mwana Anechirwere Chaakapiwa Namai Vake

Kana nyaya havana zvavo vari kungonanzvana asi pafeya rose hadi ketty akutotyawo kuti vakaparadzana masecrets anobuda plus anotukwa saka otongoramba achinanzva ndiye akaudza ketty kuti tt aripa chirongwa rose zimbuya repa cornerSorry to say this but have never seen munhu akapusa like that..After munhu afumura all yo sensitive stuff already including yo strong drug abuse, risk of losing vana, hauna mari u get donations from her , ehh murume wese anopfuura nepauri etc then woramba uchisekerera that person..that person is very dangerous hakuna huroyi hunopfuura ipapo, it means they have never loved u/never been yo friend. so u gat to run very fast with yo life coz next time kana mshonga vanokuisiraZimuke Rose basa kusekerera hama dzichitukwa na ketsvina iwe nekuda kwemuromo wako usina boundar

July 11, 2023

Mukadzi Waminister Mahendere Onzi Zvekupfeka Haagone Dress Rake Rangarisina Kumufita And Haana Kufitana Nemurume Akanaka Iye Hameno Zvaari

The dress is nice it's not her size plus harina kufita it's not for her body typeThe dress is nice it's not her size plus harina kufita it's not for her body typeHmm yimwe attention to detail yamunozotora yakanyanya..if we could apply that to our own lives ,the world will be a better placeMusarwadziwe..dei maigona ku designer chaiko maivhura yenyu shop moita madesigns amunoda otengwa nevanomada...the dress was designed that way. Mai Mahendere vakatoritenga vachirida rakadaro..ungenaphi?

229 230 231 232 233