Monday, December 04

News News

November 26, 2023

Sandra Ndebele Zanupf Member Opihwa Degree Ku MSU Izvi Zvasvota Vakawanda Kuti Vanongopanana Pacertificate

Musician and dancer Sandra Ndebele graduated with a BSc in Music Business, Musicology and Technology Honours Degree at Midlands State University.She attained a First Class degree.           Much of the marks comes from practicals Ukangoita a member ye part iya kusaita degree kuda funny part madegree vanopanana asi pasina zvozikamwa what's the pointπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚What's the purpose of doing a degree in something you already have natural talent in?             Macheso makes thousands of dollars without a music degree. If I were her, I would upgrade myself academically in something that God did not give me naturally.             To me, it

November 26, 2023

Muimbi Greatman Oti Ndaisa Number Dzangu Apo Vakadzi Musazouya Konondinyenga Hazvisi Zvemujolo Izvi Zvasvota Vakawamda Vakati Uyu Ane Drama

Vaye vanogaroti Greatman tokumbirawo # dzako madziona ere idzo. For business only plzz..           kwete zveemujolo mama ZVEMUJOLO wenaa aah ndanga ndakutoimba hangu             Song yekuti zvemujolo wakairova wangu handitonzwi mushe ndikaswera ndisina kuiridza

November 24, 2023

Zvofumurwa Zvashamisa Vakawanda Jackie Ngarande Akarambidzwa Social Media Na Mudiwa Hood Tese Tamusuwa Chokwadi

Jackie Ngarande Kutokusuwa chaiko l hope you heal soon from whatever that you are going thru xamwari ......ndakusuwa         Hana kurambidzwa social media na mudiwa wood    

November 24, 2023

Tytan Oudza Okinda Magadzamoyo Ku Instagram Mushure Mekunge Apomerwa Mhosva Yekubata Mushandi Chibharo Pa Company Ya Olinda Chapel

Ana tytan ngavashande varege kudemba pa Facebook ndiwo mubairo wakuda zvakashandwa kare kuda chembere         kutiza kushand  Zvine chirevo Kungonetsana havoo ne zvimaSilly message paFacebook.      

Madamboss Nyoka Chaiyo Vanowana Mufaro Pakutamba Nevanhu VaMaitt But Zondwa Anongokushansisa Okusiya Zvobuda Hazvo

Pana zozo hapo tyra haana mufaro uyu ...unenge uchingovhairirwa mfunge kkkk ...tyra akutoda kutsvagirwa ma boyfriends chete apa unodzidzei kuna zozo?         Akatadzisa musikana uya kuchata uyuHanzi zvekurudyi ndezvenzara kkkkk imi moti zozo akapusa arugadzira bag at someone's expense haana permanent friend uyo.             Avo mother vekutambisa dako vari kutoshandiswa kugadzirira vamwe mari.Anaconda finds peace in being friends with Feli's ex friends.

Mazimba Oti Shema TV Baba Ruva Is Better Much Groomed Than Ketina Na Mazepe Team Rezvigure

Baba Ruva is easy to groom pana Zapnex....hai! Fish matsengerwo aitwa murestaurant kunge washing machine yakupedza kuwacha.           Drink raita kutsvodiwa! Dei Ketty akaendesa katoddler kenyika kuma etiquette classses tinganyare muIreland.          Hauone baba Ruva vari coachable & vane class.

November 24, 2023

Tete Mildred Vashamisa Samaz Na Ketina Pavati Ndasuwa Muzukuru Wzngu Maitt Izvi Zvisina Kufadza Vakawanda

Muzukuru wangu ndakasuwa sureChimbomirai izvozvo tichangobva kuona peace yana Mazepe nemiwo maakutoda peace saka toswerepi hakuna mabasa uku           Hiiiiiii munochiona nevaroyi 2 Loveness na Ketty ndozvavasingade izvi hoodo hana hayisi kurova here chenjerai kuti inokuchinjirai manje manje soo mukaitirwa live gore rese 🀣 πŸ˜‚ meno henyu nezvigure zvamakajoina or           musangano weZanu Pf hoyooo thank you so much tete kana zviri kubva pasi pemoyo Mura wangu kani mhai πŸ˜„ 🀣 πŸ˜‚ πŸ˜ƒ πŸ˜€ πŸ˜„πŸ€£ πŸ˜‚Hahahahda suka zitete repakona moda kutihwa kusuwa         chii nezvamaitaura tambai nevamunotamba navo tisirei amai veduFely should ask for forgiveness munyadzi

November 24, 2023

Zvinonyadzisa Simbarashe Chimudende Malaicha Ku South Africa Arikutsvagwa Nemunhu Waakabiira Zvinhu Zvake Vanenge Vamuwanawo Arikudiwa Kumapurisa

Musa hide admin andina chekuvanza,December asvika, ladies let's be careful pakutumira zvinhu kumba,kune mbavha kunzeuko,ndina malaicha wandakapa ma bag 4 kti aende kumba last year December.         Pa4 akaendesa 2,akungondipa mastatement pamwe asinga pindure mamessages.Ndiri kubatikana nekti zvimwe zvaiva mumabag ndaiendesera sekuru vangu vairwara nepfungwa,vakasv           ika pakushaya muna August gore rino.Mukomana uyu anonzi Simbarashe Chimudende ndimalaicha,musatumira naye kana muchida kuchengetedza zvinhu zvenyu.Akasvika pakundi blocker pa group raakagadzira kuti ndisaita follow up.           Nhaiwe Simba chindidzoserawo mari yemabag asara zvayo. Ma number a

2 3 4 5 6