Docus Moyo seyi uchiti tikakuti arisei murume weshamwari yako unotiblokar ..dzoke totadza kutaura kuti wakatora murume weshamwari yako hr ... which means wakauraya uchida murume or akafa nenzira ya Mwari tichaziva zvipi ... asi ndapota hanku usashungurudza vana vemufi uregere murume achengete vana vake kwete zvauri kuiit izvozvo zvakashata wonyepara kuimba kunge wagarwa nemadimoni uchisheedza zita ra Mwari iwe unemoyo wakaipa dhemetiApa kuimba kwacho noise kunge nyenze yechirimo
Madam Boss we do not hate you at all but shuwa nezera renyu muchingori brand ambassador l mean come on like seriously .. wat about starting your own brand clothing line or something like Lorraine Guyo etc look at Nigerian celebrities zveubrand ambassador ndezve vachiri kubuda kubig brother imi magara muindustry for years muchingoshambadza hubrand ambassador.in my eyes l think you are a failure by now you shld b doing your own thing kwete kuswrra advertising mabussiness evamwe. tarisai zvikuita vamwe kunana Nigeria shuwa munhu akawinner a international award still a brand ambassador.l laugh in Swahili ooo
Makaita basa makaenda kurufu rwaGeorge. Vakagonesa sure ko look Ina Mai vari pechi3 avo bho hre mmmm kuyita sekuty vakutodawo. kuona zvirikutaridzwa uyo pafon
Fans Voseka Natural pictures Of celebrities Madamboss And Lorain Guyo Ipapo unenge uchigara uchinzi hauna kunakira na nhingi uyu nyamba ifirita zuro uno takaona zvimwe kwa auntie zozo muchatiuraya ne pressure
Hie sis iniwo nyaya yangu yakada kufanana ne yamai vanyora vachiti she is a nurse and hubby doctor but hubby wavo akuda kuromba. Inini M in the exact situation hubby wangu has joined illuminati first l dreamt of him akapfeka dark gown and inini Nevana tainge tapfekedzwa maring ane sign yechimhuka pamusoro tichiita sekunge tiri PA ceremony. I told hubby abt tge dream akandiita brush off akangoti that's a wiered dream ndiye zii. So l have always suspected kuti something is wrong nezuro akapa mwana fone kuti atambe magame coz mwana ainetsera fone paakaenda kubath room l managed kutorera mwana fone ndiye mahwekwe ne illuminati l am schocked and dnt know how to Deal with it. &nb
Uko Mura haadi kuonekwa only Madam boss ndivo varikuendaUko akudiwe Vanoti pandakapinda mujeri ndakadzidza zvakawanda Kunodiwa vanoti ndaneta Nema Meetings ehu Brand ambassador🤭 andituka Newewo Ka 7🤣🤣🤣🏃♂️🏃♂️Hakudiwe mbavha mbinga kadzi dzotya kubirwa mafoni adzo🤣🤣🤣Shamwari yambinga ndiZodwa, Tarisai adedzwa sadhaka bhoyi azenge akuzunza garo hanzi signature dance🤣🤣🤣🤣🤣zvechidofo pamberi pembinga.Zvinzvezvana zvinhu zvamunovhaira nazvo soo🙄🙄🙄
Ndikunzwa kurwadziwa nezvandaona kuZim men varume mukuitasei mapindwa nei mashaiwei vakadzi vakawanda kudarika imi mokwanisa kutoita 5 but you decide kusapotana pazvinhu zvekurovesa kusim 2 musadaroKkk unzwa kuchinzi ma bottom matop hanzi matop vari kunyanya kuda mari kuda kushandirwa nevamwe varume mabottom hanzi chihure 😂kungonzi any1 in town anototi ndiri pano
Apa mother, mhamha and son vanga vachiri kudhumanisa zviweti. Akabva apendeswa musoro na mhamha kuti zvinyatso tapirira. Mhamha, mother vakambo pengeswa ne chiweti che mwana vakaita up and down kuchifambira..
Saka Locadia muchurch anoparidza kuti chii?Sorry to be out of topic but does it mean Tsvangirai left wealth which is like a bottomless pit 🤔 Nokuti Loca na Silas are living the dream 🤣🤣🤣She gives "african movie under world vibes" pastPese apa i thought mukadzi who was dressing up as a male. He was born a boy??? Eeh 🙌🏽🙌🏽🙌🏽
In March 2021, Macmillan Tapiwa Kondowe paid lobola for Shumirai Bandera. However, the girl's father Charles Bandera refused that he start living with his wife until after their wedding. Two months later, Macmillan caught Shumi cheating. He is now suing his father-in-law to recover the US$2,700 he paid as lobola. The value we put on our daughters thinking they will be good wives to their husbands.Then boom,wanike mwana ndi Jezebel. Why accept someone hard earned money kana uchidaaa zvekuhuraa???? Issue is ladies u marry coz pane ane Mari yekuroraa,, yet waunknyatsodaaa.haana mari yekuroora.