Ndisvitsireiwo shoko kune mbwa iyi, l swa a clip yesterday of her live l think ku Zimnoise . Dear Ketsvina As much as you try to exaggerate your stories or to justify yourself , l wanna tell you this and get it into your mind .That lady youe see anonzi mai tt she ia a retaliater! I known her for years now akamudenja she come for you with full force.Usauye pano pa fb kuda kutiita mafuza ako wanzwa? Internet will never forget wanzwa ?? Kangani uchituka Feli asingakupindure iwe ?? First time yekutuka feli wakamutukira kuti unomira naye but she don't come to your page , kumuita muranda wako wakamunhinga asi akauya pano akaita live akagara mugonyet akati sorry sisi ketty kana ndakutadzirai 💔but waka
Chamakuvangu sei zvakora mutoVakamushaya 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Akaiteiko
Queen Wenyika Pokello Oti Jackie Takamusiya Nrkuda Kwe Strong Rural Background SRB Ruzha
Mukoma Masimba Ku Australia Uko Nhai Mwari Zvinorwadza Izviii
Kkkk Ma bodyguard manyamandiye munhu anga achizviwisira mucoffin achibatiranwaInga taswera tochinyatsonzwa Tsitsi zvakanaka Wani nhai sisi mai Fii 😂Onzwa mumwe hanzi chemai naye iye achitozvifarirwa hake nekudya ice cream guys musatidaroo, machemero akasiyana siyanaNhamo yacho yanga ichitoda invitesheni cadi kuti upinde pa gate mamonya ndeeyi shuwa zvinyu zvacho lishoresa dzinza chaiko
Mushamarari Akaita Mbiri PaRadio 2 OshaikaShowbiz Reporter-Former ZBC Radio 2 DJ, now Radio Zimbabwe, Cain Chikosha, has died. Chikosha died at his Harare home last Thursday night.One of the late Chikosha’s relatives told ZimEye that the former DJ had been ill for some time and was struggling with swelling legs. Details of his burial will be announced in due course.
Chitungwiza Dispol Chief Sup Matsika died in unit hat a house whilst having bonde with his girlfriend ,vafa vakurova round rechi 3.Vanga vatunda here
Pakafa amai vangu my close friends gave me chema coz I network yangu kwete yababa vangu .Madetails agogo Murata ndoanofanira kuiswa ndochirikadzi ..iwe uchazoisa asekuru baba Priscilla kana vaendawo kwamupfiga nebwe...Cat family is the dumbiest and stupidest family on earth!! Maiti tietedzere culture inoti mukadzi wemufi ndoanopiwa chema kwete Giribhet;Elizabeth masocha;international thief felidhongo or Thom jones ava vatova kuita zveumbavha taking advantage of the situation at hand.. Isu tiri madectactive epafacebook takagadzwa nevanhu.. Kunhamo mai bwanya and church ndova sponsor zvese isvo sviri kugwa nephoto shoot kuti ibude zviri sweet chete...Justice for Gogo Murata ...!!!
Mhaiwee shoko randazobata izvezvi hanzi Gogo vanzi mosofa abruno i3500 usa saka yechema ndopiwa kureplacer masofa nema curtain cause ndakubvisai nyadzi enyu aiva asvuuka rekizini Ndakamabvisa ndini ..Yuhwi Yuhwi Justice for Gogo and family woooo.....yuhwiii kamuchachi usadaro zvinhu zvekutaurwa panhamooo here vanhu vachichema 😢 😠😢 ðŸ˜Uya uya hazvishamise cz akafumuka kare, ndosaka akazodzingwa panhamo yambuya vake.
Majaira kusataura chokwadi. Kuda kunzi good good for nothing. Kamuchacha atandituka kuti “unoseka Aids yangu vai vako zvavakafa neAids wani?” Why was she bringing my late mom into the fight and why was she lying about her death? Ndozvinoita hupenyu. You will taste the medicine of your own ridicule.Vakwasha vekwaMurata former and current- gadzirai WhatsApp group rema Donations. Mukadzi wenyu akanditukira guva rababa vangu. Nhasi zviri kwenyu. Kamuchacha ndozvinoita hupenyu. Chemesa Kamuchacha.