Majaira kusataura chokwadi. Kuda kunzi good good for nothing. Kamuchacha atandituka kuti “unoseka Aids yangu vai vako zvavakafa neAids wani?” Why was she bringing my late mom into the fight and why was she lying about her death? Ndozvinoita hupenyu. You will taste the medicine of your own ridicule.Vakwasha vekwaMurata former and current- gadzirai WhatsApp group rema Donations. Mukadzi wenyu akanditukira guva rababa vangu. Nhasi zviri kwenyu. Kamuchacha ndozvinoita hupenyu. Chemesa Kamuchacha.
Felistas akatuka mabhonzo amai vaTinashe ...Akatuka mai vatyra musi uno uyu vakanzi vanga vari pabarika vakafa neaids kwaNgundu...Akatuka mai va Memo musi uno uyu futi achiti vaikechesa 3dollars.Zvikanzi memo musoro ndiNicodimus ;makambu ndijohani..Akatuka mai vaOlinda vakafa achiti vakahura nemukula vakazvara mukalad dunhu..Akatuka Baba vangu ini Hunidzanaiwa vakafa Kare kuti vaiva hure vakatunda Ngozi ..Akatuka Patricia kuti akaita mwana nababa vake !!!So what so special about her the list is endless saka ndikoko!
MBAVHA YAURAYA BABA NESTRESS!! #ALutaContinuaBusy nechikomba Nema court baba vachitandadza hauna kana kuita last minute nababa nekuda kwezemo kamuchacha Fokofu!!!musi uno aituka memo kuti Mai vakafa nehuroi nechihure...wats so special Abt kiti...auraya baba nemhiko dzake Aluta continue!!
VaMurata vatisiya 💔🕊ï¸ðŸ•Šï¸ðŸ•Šï¸ðŸ•Šï¸nematambudziko mai ttAh shame, I hope some people can swallow their words . Uchaona vamwe vachipembera. like banga. Vachidya sadza mumba mavoNhasi ketina ñebitterness family vachafara zvekuti nekuti nyana yavo yazoibva
Shame vakaita stress veduweVaMurata vatisiya 💔🕊ï¸ðŸ•Šï¸ðŸ•Šï¸ðŸ•Šï¸nematambudziko mai tt
Makandibirawo My condolences to the family ya Regina ZW comedy and friends ashayikirwa namhamha vake chemayi netariro my sister tinoti ngavazorore murugare💔💔 moda kuti ndiite sei veduweKutoona email yakanzi pane arikuda kuchange password ini handina kana kumboda kuchinja
It’s a very and difficult moment for everyone.I know there are people who sacrificed for her . I am pleading with everyone to be calm for now.We want this young lady to rest In peace . After the funeral we going to make sure that people are arrested. We will ask ZAC not ZRP to investigate the case
This is really sad guys💔💔💔 So hanzi this lady is not okay akatombopenga kutodya mumabin chaiko. Imagine hanzi she was doing well for herself abva dzangotanga kurasika so ahana kuzomboita mushe. Life💔💔💔💔💔I know her anonzi Noku,anomboita bho.anga ari wemustreets and then got married,anotopfeka uniform yemethodist ipapa but zvikabata anopinda mumastreets
Ruth Achitaura 11 Months Ago Kuti Hupenyu Hakuchisina From Doctors ðŸ˜ðŸ’”😳😳😳😳
Chihera ndati ndikuudze kuti last time live pawakatuka mb urikuzim wakabva wamamiswa .wakamamisiswa nehure rekwaNgundu iri .and they put the blame on feli.nhasi dorine arohwa , chipo akapazirwa shop , akarovesa mai tt akanorova hure ra Ngoni raanemwana iro .uyu imhondi rimwe boys raakatuma tikuriziva .akarova vanhu , boys racho rinobva rati tatuka namai tt kuti tikurove sezvakaitwa Chihera .