Tuesday, July 08

Search result for ""

November 04, 2023

Fans Not Happy Chipo Muchengwa Onzi Ane Zemo Zvekuti Anenge Akaita Kugukuchira Vanhurume Thomas Chizhanje

Chipo Kane zemu deze chairo ummmm wanhu wanokasvira wanoti chirem but mwan uyu anoda mutombo           Haana self control Chipo anoda varume zvkt unonyatsoona kusekenyeka kwacho kuti varume vanodiwa zvkt             MaRefree paanenge achirohwa masports tiuyireyiwo nehumbowo. Anosarudzirwa here vanoda kutamba naye.ko sei vechikadzi musingamupi entertainment yacho tione kuti ndozwaari chaizvo

November 04, 2023

Mbavha Farai Jongwe Arikutsvagwa Mu Harare Anenge Amuwsna Arikupiwa 500usd Location

Inga mbavha dzacho dzawandaMay u pliz post me as hide.           May you post mugroup imbavha irikutsvagwa      

November 04, 2023

Fungisai Oti Mambo Dhuterere Hazvizi Nyore Kuva Munhu Wevanhu Vada Vanongonyeba Nezita Renyu Asi Mavanyaddzisa

I wish you the best. Hazvisi nyore kuva munhu wevanhu. Keep well.             One thing I am grateful of is Mambo Dhuterere you came to diss these naysayers who always think kuti munhu akati ndine depression votofunga kuti aita chihure.             Zim pple are doomed for spreading lies plus kutaura kwavasina kuswera. Thanks Mambo, you have support kuno we praying for you and your family to bounce back stronger.

November 04, 2023

Zvirikuitika Muzimbabwe Rutendo Chimedza Onzi Asiiye Murume Waanaye Uyo Mukadzi Wacho Ochema Chema

Ndatambudzika nemurume wangu arikuhura zvekusadzoka kumba ndava kurohwa nekuda kwe girlfriend inonzi Rutendo Chimedza anosiya ma wipers aapukutana nemurume wangu mumota           medu zvekuti murume arikuuya kumba kwachena dzimwe nguva ndokumbirawo uite post pa wall pako kana kune vanomuziva veduwee ndine nhumbu arikuda imba yangu ipararewo here ,             handisikuda hondo naye asi angosiyana nemurume wangu atsvagewo wake asina mukadzi picture rake iro achitorana nemurume wangu.           Chandiri kukumbira kana akadiwawo ingori respect chete asazoite seari kundisvotesa nokuti ndiripo hakuna kwandiri kuenda kana achiuya kuzoita number 2 ngaauye asi zv

November 04, 2023

Ketina Na Dj Mandla Vasungwa KuIreland Macelebrity Ese Zvaachaperera Kujeri

Good morning pa ghost nation, reporting life from Ireland 🇮🇪.          Muginya tsonyi Mandla kubva all the way from America kunoita 3 some, na Ketsvina and Kefilwe zvinova zvava dzingisa mu hotera.        Ketsvina stop using black card ne pasipo, uri dofo ndaku nyarira full of I know ne pasipo.          Wave kutambira kunonyudza unoendeswa kuma penzi like zvakaita Jean and Athene murume wake. Citizen can be revolked dear, kuita ma papers doesn't mean wave kutonga.             Mandla tried to stop you because anga achito kunyarira apa engrish never liked you zvayo.

November 02, 2023

Zvavari Vafundisi Wani Zvashamisa Nekunyadzisa Ivy Kombo Nemurume Wake Waakatorera Amai Vake Vosungwa Nekuda Kwe Fraud

Gospel musician Ivy Kombo and her husband Pastor Admire Kasi have been arrested for fraudulently acquiring fake certificates to practice law inZimbabwe after obtaining Bachelor of Laws degrees in England.           The couple is expected to appear at the Magistratesʼ court this afternoon to answer charges of fraud and perjury. They were arrested by the Zimbabwe Anti-Corruption Commission investigations crack team.           The couple was among 12 lawyers admitted at the High Court early this year, using certificates fraudulently obtained with the assistance of the suspended Council for Legal Education official.           After completing a law degree and underg

November 02, 2023

Mashura Zvashamisa Vakawanda Mai Dhuterere Zvobuda Na Mufundisi Wavo Vane 43 Years Mambo Vane 30 Years

Mukadzi Ofumura Dhuterere Ndaitengesa Naye Mutoriro Bronkoo Nekokeini He Is 29 Mukadzi Wake Ane 43years Nyini Ndo Downfal Yake Sunningdale Kamukadzi Kane           Nhumbu 2 Girlfriend Anyura Muchivi🤣🤣🤣🤣🙄🙄🙄🙌🙌🙌🤪🤪He knew kuti she was old and he bargained for that deal.             Zvekuti akuda mudiki ratove drama iro.Muchiri kutaura zveage mukore uno aaah age is jus a number iyo isu kuno kwamachipisa takutoti cousin is jus a word tikungokwirana pahukama

November 01, 2023

Tinashe Mutarisi Instagram Account Hacked Mushure Mekutuka Prophet Passion Java

t looks like #TinasheMtarisi instagram account is gone.  Local businessman Tinashe Mutarisi has threatened to expose and take legal action against Zanu PF-linked self-proclaimed prophet Passion Java over "attention-seeking behaviour". Mutarisi took to social media on Tuesday where he posted a video clip titled “The reply to Java” in which he calls out the United States-based man of the cloth alongside gospel rapper Mudiwa Hood for attacking him and his business while purporting to be Zanu PF emmisaries.   “Passion Java and Mudiwa called me yesterday claiming that they were sent by higher authorities to campaign against me and my business. It is a lie as no one has authorised or sent them and it is simply their attention-seekin

November 01, 2023

Tatelicious Ofumura Mambo Dhuterere Urikutengesa Mutoriro Ku Waterfalls & Wakamitisa Mercy Small House Yako Live Yako Irikuuya

Those who know me ,vanoziva kuti handingadeedzere Live ndisina Humboo Handiite zvema Hanzii ,vanhu vanotaura nyaya dzavo and I WILL PLAY THE PHONE CALL CONVERSATION ndokupai Mazita evanhu who spoke with me on the phone , VAGARI VEMU WATERFALLS. Dhuterere dai uri umwe wabuda mu Zimbabwe because Live yandiiri kuita when the #10k is reached ,uchanyara . Two issues, Nyaya ye small house yako #Mercy_Matepuka and your Drug business in Waterfalls yauri kuita na #TAFLO MA DRUGS AWURI KUTENGESA #PAMASTEPS #PA_ROUND_ABOUT IN WATERFALLS. NDAKAFUNDA INI , TOSHANDA NE EVIDENCE NOT NE MA HANZIIIIII , SOLID RAAAAAAW EVIDENCE WITH VIABLE WITNESSES. WAURAYA MA YOUTH EMU WATERFALLS ,SHAME ON YOU DHUTEMDHOTO MUPOSTORI WEMUTORIRO NE NGOOOMA ,KURURA MAGEMENZI AYO UYENDE KU ZIM DANCE HALL

October 31, 2023

Kwa Chigodora Makunakuna Zvinotyisa Zvinoyera Baba Vorara Nemwana Wavo Kutoita Mukadzi Nemurume Izvi Zvaita Varipe Mombe 45

Zvinoyera Zvinotyisa Zvinoshamisa Isu se dare ra headman Chigodora Tinoti           Baba ne mwanasikana wavo uyu vaive murudo, vaidanana hapana zve repukesi apa. Baba munoripa mombe 45 dzekusvibisa Dunhu rangu . Mozindipa $100 yangu yetsoka yekunoona pamamubhedha pamakaitira makunakuna .             Aaa imi herdman Chigodora aaa 45 cows ,dzobvepi nekuoma kwazvakaita mazuvaano. Aaaa itai mushe imi. Haaaa iye mwanayoo waibvumirei aaaaaa             Haiwa baba avo vakashandisira mwana mushonga semunhu ayiva nema bussing handidi kuona vakadzi vachishungurudzwa

201 202 203 204 205