Tuesday, January 20

News News

November 08, 2023

Job Sikhala Son Ochema Mu Zimbabwe Vane Mhosva Ana Maitt Vonzi Havana Asi Vasina Vanofiramo Mujeri Zvakaoma

#Heartbreaking Mwana waJob Sikhala achiratidzira pamusoro paBaba vake       Sikhala akasungwa musi was 14 June 2022,nanhasi achiri muRemand kumaximum prision💔 Asi unoona Zimbabwe yese ichifarira kusungurwa kwa           Mai TT asina kana basa😢Vane mhosva vanonzi Havana vasina mhosva vanonzi vanemhosva vamwe varikuoika malife in jail nekuda kwekuti wakaona Banga musango ummm hupenyu so          

November 08, 2023

Loveness Samaz Haazi Kufara Maitt Vabuda Christmas Tichinyaudzwa Dai Kagarako Kujeri

Loveness Samaz Not Happy Maitt Vabuda Kwadzokewa tinonyaudzwa Christmas yes 🙉🙉🙉Bp yangu kaaani           The way i see it people are not happy she is out. She has kids to feed and look after. People are also lamenting on her thieving/zvikwereti.             Guys who doesnt have debt. On that one she can talk to those people and settle it. Honest zimbos are something else

November 08, 2023

Maitt Vonzi Vanoda Kuuraya System Yemutemo We Zimbabwe Vaburitswa Sei Mujeri Nguva Isati Yakwana Vanhu Vodzifambira

Saka uyo Pambuka ndiye asina ma Connection ku gavhument kuti abudewo before time?         Makamboonepi nyaya inonzi yadzokera ku Court pasina kuitwa Apeal a SENTENCE?? Feli nevanhu vake vanoda kuuraya system!           Saka magistrate akamuti GUILTY saka is incompetent ka?  Vari kuti angonzo dzoka tikutonge patsva ! Nekuti AKOSHEIKO iye akaba? Ane 2 ppassports futi and its ignored!            Saka munhu wese mujere ngaatongwe patsva for no reason!!  Who is her boss?Anyways asi chakambo serva hacho sentence nevamwe vake !               The law inonetsa kunzwisisa unless watoita study law mu

November 08, 2023

Ketina Oti Musafarise Cat Family Maitt Varikudzoka Kujeri Futi Vane Mhosva Dzakawanda Dzakavamirara Mbavha

I love zvikiti's confidence when mai vavo still has other people out there that can pursue more             CHARGES kupusa kwacho 🤣🤣 rambai muchitokonya mavictims! #tsikidzifamily         #zvindakwenya

November 06, 2023

Strive Masiyiwa Zimbabwean Billionaire Otenga Imba Ye 25 Million Usd

Black billionaire Strive Masiyiwa surpasses the big guys owning 2 apartments on top of Eldorado 29 Tower worth nearly $50.000.000           Black billionaire Strive Masiyiwa surpasses the big guys owning 2 apartments on top of Eldorado 29 Tower worth nearly $50 million         ll Strive Masiyiwa, a businessman in the Zimbabwean telecoms industry, paid $24.5 million for two penthouse condos in the Eldorado tower.

November 06, 2023

Mbuya Murata Vochema Nemufaro Maitt Vabuda Mujeri

ITS ALL JOY!   Mai TT’s parents after the comedienne's sentence and conviction was quashed by the High Court.           Mai Tt has been found not guilty of Theft Of Trust Property and freed by the High Court on appeal.         Mai TT’s lawyer Tafadzwa Muvhami explains the ruling.   #hmetro

November 06, 2023

Mbuya Murata Vochema Nemufaro Maitt Vabuda Mujeri

ITS ALL JOY!   Mai TT’s parents after the comedienne's sentence and conviction was quashed by the High Court.           Mai Tt has been found not guilty of Theft Of Trust Property and freed by the High Court on appeal.         Mai TT’s lawyer Tafadzwa Muvhami explains the ruling.   #hmetro

November 06, 2023

Walter Magaya 40th Birthday Yadah People Havasi Kufara Tinobhadhara Zvipo Asi Hatina Kudya Kana Cake Mari Dzedu Dzodyiwa Nema Celebrity Amakoka Kumabiko

Chamvary,Olah Faith Candy,Chipo the trouble causer,Jackie Ngarande,Tariro Gezi,Madam Boss,Ginimbilite,Lorraine Guyo,and many more vanokokwa ku         bhavhadhe dinner raMagaya vana vesangano chavo kubvisa chegumi chete kuma birthday havatombo qualify 😂😂 ..Play them Magaya until they wakeup ,               Sunday kuchurch lie to them vobvisa offering 4 times vozodzokera zvavo kumba kunozora Annointing oil yawavatengesera for protection yet kwako kumba kune security company ivo vanochengetedzwa nema wrist bands 😹😹😹😂😂😂..

November 06, 2023

Joey Nyikadzino Oudza Mambo Dhuterere Mastreets Akazara Varoyi Vanhu Vari Bitter Nenhamo Vanenge Vachitotya Mango Achitaura Ndove Zvake Musabatikana

Keep going guys more respect and love for you , just focus on you mastreets azere bitterness,             munhu anonyora zvaanenge afunga achidya mango hake           Mambo Dhuterere Voti Nashoko Amunotaura Hazviiko Kana Ndikanzi Ndine Girlfriend Handifambi Nayo Huyai Mundibvunze Mai Dhuterere Varipi Mukandiona 

November 06, 2023

Joey Nyikadzino Opandukirwa Kunzi Inyoka Toziva Mai Maketeni Mushure Mekunge Aposta Tt Kunyepera Rudo Nekuti Maitt Vabuda Mujeri

Pazvanga zvakaoma pane 1 shamwari yakamira namai tt zvekuti.taitorwadziwa.kuti.ko.mai tt ashayashayawo.         2/3 macelebrety angamira.naye here but haaaaaaa that lady anonzi Mai maketeni mwari ngvamuitire zvihombe hombe ,,,,,,               ko vana Joey nhas vakubudikira kudai veduweeeka Satan ngaashande ne type dzakadaiHaaa comment section yajamuka mbuya matako vakuda kutsvaka dzvene

182 183 184 185 186