I wish you the best. Hazvisi nyore kuva munhu wevanhu. Keep well. One thing I am grateful of is Mambo Dhuterere you came to diss these naysayers who always think kuti munhu akati ndine depression votofunga kuti aita chihure. Zim pple are doomed for spreading lies plus kutaura kwavasina kuswera. Thanks Mambo, you have support kuno we praying for you and your family to bounce back stronger.
Ndatambudzika nemurume wangu arikuhura zvekusadzoka kumba ndava kurohwa nekuda kwe girlfriend inonzi Rutendo Chimedza anosiya ma wipers aapukutana nemurume wangu mumota medu zvekuti murume arikuuya kumba kwachena dzimwe nguva ndokumbirawo uite post pa wall pako kana kune vanomuziva veduwee ndine nhumbu arikuda imba yangu ipararewo here , handisikuda hondo naye asi angosiyana nemurume wangu atsvagewo wake asina mukadzi picture rake iro achitorana nemurume wangu. Chandiri kukumbira kana akadiwawo ingori respect chete asazoite seari kundisvotesa nokuti ndiripo hakuna kwandiri kuenda kana achiuya kuzoita number 2 ngaauye asi zv
Good morning pa ghost nation, reporting life from Ireland 🇮🇪. Muginya tsonyi Mandla kubva all the way from America kunoita 3 some, na Ketsvina and Kefilwe zvinova zvava dzingisa mu hotera. Ketsvina stop using black card ne pasipo, uri dofo ndaku nyarira full of I know ne pasipo. Wave kutambira kunonyudza unoendeswa kuma penzi like zvakaita Jean and Athene murume wake. Citizen can be revolked dear, kuita ma papers doesn't mean wave kutonga. Mandla tried to stop you because anga achito kunyarira apa engrish never liked you zvayo.
Gospel musician Ivy Kombo and her husband Pastor Admire Kasi have been arrested for fraudulently acquiring fake certificates to practice law inZimbabwe after obtaining Bachelor of Laws degrees in England. The couple is expected to appear at the Magistratesʼ court this afternoon to answer charges of fraud and perjury. They were arrested by the Zimbabwe Anti-Corruption Commission investigations crack team. The couple was among 12 lawyers admitted at the High Court early this year, using certificates fraudulently obtained with the assistance of the suspended Council for Legal Education official. After completing a law degree and underg
Mukadzi Ofumura Dhuterere Ndaitengesa Naye Mutoriro Bronkoo Nekokeini He Is 29 Mukadzi Wake Ane 43years Nyini Ndo Downfal Yake Sunningdale Kamukadzi Kane Nhumbu 2 Girlfriend Anyura Muchivi🤣🤣🤣🤣🙄🙄🙄🙌🙌🙌🤪🤪He knew kuti she was old and he bargained for that deal. Zvekuti akuda mudiki ratove drama iro.Muchiri kutaura zveage mukore uno aaah age is jus a number iyo isu kuno kwamachipisa takutoti cousin is jus a word tikungokwirana pahukama
Kumeso kunenge gakanje ririkumama what do you know about Tinashe mutarisi Uyu chero mukarwadziwa naye hayite mari yekuba anozvishandira big up my G Tinashe Mutarisi 👊👊Indeed Mutarisi is 20,000 times wiser than JAVA😂. If he is to become a man of God even today, he would still do better than you.It's time now for all concerned Zimbabweans to unsubscribe, unfriend or unlike Java and Mudiwa pages. There's absolutely no inspiration that one can drew from the 2. Ndivana dako avo varikungopa vanhu pressure nokutipozera, kunge kuzviita vanoshanda yet they have connections dzokuba muhurumende ..now vave kutsvaka kukanganisira munhu arikuzviitira business rake riri genuine . Nxa
VaMutarisi ndati ndikuyeuchidzei something..Munogona mune mari yakawanda,kupfura tese and munogona muchipihwa nzeve naPresident kupfura tese,asi hunhu hwakakosha kupfura ndarama. Inini handisi Ghost zvamufunga and zvamukuziva imimi raramai in denial henyu but ndakakuudzai zvandakarota and zvikuitika..I don't think muhupenyu hwenyu makambobata mari inenge yaBoka,Pamire but vese ivavo vaiva vital to the economy of Zimbabwe but vakarova pasi vakazvisiya.. At this point you need to lower your shoulders and listen with your eyes.Usambofe wakazvifonera kuti Zimbabwe needs me more than nhingi..No on contrary Zimbabwe haidi vanhu vanenge iwe vanoda kubvisa vanhu muhuruva zvinoura
Who ever finds me at fault between Prophet Passion and Mukoma Tinashe Mutarisi Saga, kindly accept my apology…and from the deepest part of my heart…Please take me off these conversations… my deepest apologies for trying to help. I genuinely thought peace could be worked out, and solution be found to solve their differences but… it didn’t work. Mukoma Tinashe Mutarisi I apologize for whatever it is, you thought i did or said, which we all know i said nothing bad to you…,but it seems you were not happy with me in that video you posted…My apologies. I am apolitical with Zero interest
Haana kumbonyanya kunaka hake tho Type dzana mudiwa pamwe ndovakatouraisa cousin yake Coz kuna Panganai akange akavenga Ginimbi Yr cousin urikutsvagei Snake undergrass uyu handimuchenese Mudiwa Bvudzi rake ariite kana ka Pony tail asi ndoshamiswa muchiti akanakaHaana kumbonyanya kunaka hake tho
MUTARISI needs to grow up and be like Econet Boss MASIIWA!! Kubudikira pama social media achiita zvisina basa Ana Tik tok. Why doesn't PASSION JAVA talk about MASIIWA,it is because ahazvirerutse pama Social media. Mutarisi needs a Social media Manager, kungoposster zvisina basa saTHEMBA GORIMBO. MAGETSI AKUENDA MA COMPANY ESE ,WAKAMBOONA MASIIWA ACHIPOSTER ZVEKUTI COMPANY YAKE YAKUVHARWA NENYAYA YEMAGETSI????