#Hidey Sekuru vekuBinga vakabuda kwatete Tilda. Kubira vanhu kudaro.apo vakatora ma$60 avanoti embudzi edare kuvanhu 10 imarii.vakandirwadza kani. Vakandibloka ndapedza kuisa mari.N'anga dzepafacebook. Hie hide id ndakabirwawo nasekuru Chilelele ava ndaive ndarefewa nemunhu Ari pano pafacebook zvakaoma vakabva vandiblocker kwese kuwhatsapp nekumacalls. Akandi refer kuna sekuru ava anonzi Rosey Tumbare aitovarumbidza achiti vanopedza masports zvichida vanoshanda vese.
Makadii hama neshamwari murume uyu anonzi Phillip Khodzi atema mukadzi nedemo akatiza muCapetown Fish Hoek Masiphumelele. Kumusha Philip anobva kwaChivi. Mukadzi akatemwa zita rake anonzi Rachel Maphosa pafacebook anonzi Rachael Shanty. Parizvino mukadzi ari muchipatara atemwa musoro ruoko negodo vanga vaine mwana ane 4yrs , mwana parizvino aripa nextdoor vanenge vaonawo murume uyu zivasai mapurisa aripedyo. Phone yake zvose neyemukadzi atora ayenda nazvoo.Kumwe kuwanzwa hasha kwacho kuno kupa kuisa ngozi mumusha nekushaisa mufaro kwehupenyu hwese ko kungo siya mnhu murunyararoUmmmmm ukaona kut hasha dze munhu wau
Yes amai Titi vari Jeri everyone knows that asi vangasiyire munhu wechirume kuti atarise vana here. Wasu uyu handimuchenese anorohwa kudovi achirova iye ne front chimboitai muchitarisa vana Fifi uyo pane kakutaurika kuti ane nhumbu ine 2 mths. Cat family woke up please Felistas anozvisungirira panobuda kujeri.
Tete makadii mhuri yeZimbabwe,nhasi kuno Cape town ku Joe Slovo Milnerton takashaikirwawo nemumwe wedu anonzi Maria Muchiyanga aiva nepamuviri . Akabatanidzirwa paipfurwa mkomana magangstar vanoita zvema protection fee ndokubva ashaika. mumwe akabatanidzirwa haana kushaika hake.panga pasina policy saka murume wake anga achikumbira kubatsirwawo.for more info contact Brian Njenje+27 61 391 0027 Thank you
Hie sis ndokumbirawo mundikandire ku group kana paine vanozivawo murume uyu ashaika nhasi zita hanzi ndi john mandawa hatizive kuti kumusha vanobva kupi Vanga vari ku southrand hospital mu Jo'burg
Chatunga Otaura Mazimbabwean Munoti Tinashe Mutarisi Atenge Solar Or Generator Mune pfungwa Dzakafa. Hamufe Makabvisa Zanupf Nepfungwa Dzakadai
Moti mvura inganaye here neshura irori🤔Kozvekunaya zvosangana pai nechiweti cha sviden.. ndiye denga here Dai angoita hake zvimavideo zvake zve hoyooo pasina kutiratidza tsvina idzi kakumufarira kese kanobva katobuda 🤮I can imagine pain ine vabereki vevanhu ava especially vedu vekumusha. Tonamata munamato wakadiiko zvisabata vana veduAnogara kuSA ka uyu and kunonaya zvekuti,kumusha kwadzo kwadzakabvumirwa...kuri kunaya😂 tisingazozivewo hedu kuti zvingatadzisa mvura kunaya here muZimbabwe, l don't think so...... Dai matoti henyu vanhu varikubira nyika ikoko Zimbabwe, vachishungurudza varombo ne nherera , pamwe svaiita sviNons
😂😂🤣🤣Tangai matarisa zvamakapfeka musati mabuda mumba Post yadzugwa faster faster kunga disc rePono raPleya by mistake mune vanyarikani😅😅ðŸ¤ðŸ¤ðŸ™ŒðŸ™ŒðŸ™ŒZviweti zvenyu hazvidi kushaishirwa, zvinongobuda, musina kufungira😂😂😂😂Kumwe kupfekasoo Haa masocialites esu anoda grooming.. Jackie ngarande and pokello shd do maworkshop e etique.. how can a full ass grown woman Buda panze akapfeka hembe dzekugym and pose for a foto Ndamunyarira kunge ndini did they check before sending pa social media zvinhu zvacho kachuru Ako nekuonda kakungooneka kuti kasara kabhonzo
Mazepe Ofumura Ketina Na Sekuru N"anga Vofumura Ketina Ndakachengeta Choya Chake Akauya Achida Ndibvise Zvaakaromba Zvidhoma Akatadza Kubhadhara Mari Zvese Zvaitika Mushure Mekunge Aita Makorokoto To Mecky Congratulations sis mecky mamoyo wangu welcome to uk Mai mazowe welldone maratidza rudo,mazepe is admitted in capetown as we speak she is In ICU get well soon mazepinax dzungu akusikungwara 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 buda mucomma mazepe mecky wapinda
Kiki Mapanzure ukutsvaga kuti tikutuke wanzwa create content kwete zvaurikuita izvi munhu wa 94 ane drama chiiko ? Zvawakadzidza wani👂😂😂😂chakandwa chira ndachizviziva hangu kti soon soon atete kikky varikutukwa cheteVese varikuty hee siyai munhu acheme makamboona here zvinopostwa Ku Instagram ukoo 🙌🙌🙌🙌ayiwa nesuwo takafirwao zuro but ii zvaa kiristabhero Mapanzure I give up ayiwa fanike story ayikandi bhilivhiHaa ini andinga mboudzirwe ku healer kwangu ne vanhu kuudzwa kunzi zvitambire imi ka kufirwa ne munhu wemu family amuskukuziva