Friday, June 06

News News

October 28, 2023

Maitt One Mbavha Inodiwa Cat Family Uk Created A Group Rekuvapa Mari Zvakaoma

🤣🤣🤣🤣🤣🤣 1 mbavha inodiwa zvisingaite🤣😅😅 ka song kaya kekuti birwai kakaimbwa nani nhai ndimboka downloader🤣🤣         Munhu aikupai pressure nekukunyeperai akabira vanhu hobho vanhu vari kuchema naye munhu uyu and vamwe vakatonyura zvachose vamwe vakato broker for ever okumbira           Mari momupa futi mmmmm hamenoKakangwara kanoba zvakahwanda ipapa kana kabuda muchanzwa zvonzi ngatibisei futi yekuti vawane pekutangira 🤣🤣🤣 muchadyiwa henyu Mari kusvika Mati koso imi vari UK hama dzenyu matopedza here kuchengeta kwanai imi             Aikaka ndafunga kuti Group ndere vanhu vakabirwa mari namai tt izvo nderekutoda imwe mari

October 28, 2023

Mazepe Oti Mai Mazowe Vatora Mecky Kuda Kumushandisa COS Risina Mabasa

Welcome welcome ku COS risina ma hours Hama dza mai crush hadzina kubasa kwadziri kuenda , vari kungoswerera Chapomba ne ma whiskey kushabhini ra mai crush            Wakakonzi huya toona yekutamba wasvika  Nhamo ichazouya pakuzoti after 5 years wakuda kuwedzera stay uwane indefinite live to remain kaa           Ndopaunoona kuti WAka Pisika ne razor😂😂🤣🤣chikuru kupinda muscle charisi zvimwe zvese ratove dhirama         Mai Mazowe muri Mai vangu but plz hudzai Ketty Masomera abvise post yake am sick and tired nenyaya dzema COS plz live ya maita PA aitport yatondikwidza BP rangu worse nepost yaketina congratulations Mecky but makaoma shuwa kushin

October 28, 2023

Zvinoshamisa Zvinotyisa Mbavha Dzonamira Nyama Yekuba Mishonga Iriko Ku Zimbabwe Mapurisa Akatyamadzwa

Mbavha dzonamira nyama yekuba izvo zvakatyamadza vazhinji.           Ndazomhanyira kwa Seke uko kwaitika mashiripiti kunotora nhau uye tazosvika pamusha panyakubirwa uyu kuti tinzwewo mafambiro azvakaita ,           mapurisa azosvika uye muridzi wemombe anoda kuripwa tichiriko ndichakupayi update tiripo pamba pemuridzi wezvipfuyo izvi toda kunzwa way forward sezvo vakomana vachiri vakanamirana nenyama mumusoro

October 28, 2023

CCC Job Sikhala Onzi Aka Destroy 22 Home In Nyatsime Saka Jeri Haasi Kuzobuda Trial 20 November

CCC members have case to answer   Story by Fungai Jachi, Courts Reporter           Citizens Coalition for Change (CCC) members Job Sikhala and Godfrey Sithole's application for discharge at the close of the State's case in a matter they are accused of inciting public violence has been dismissed for lack of merit.         In dismissing the application Harare magistrate Ms Tafadzwa Miti noted that the State has so far managed to prove a prima facie case against the two accused persons, hence they should be put to their defence.         She added that there are witnesses who placed them at the crime scene and they have to explain the utterances they made with reg

October 28, 2023

Mai Mazowe Mbinga Yema COS Yoti Sviden Handichamutori Avekuita Zvinonyadzisa Kufemerwa Mugotsi Nevamwe Varume

Mai Mazowelicious,mbinga yedu kuchando ndauyawo kuzopemha COS ramummy Svidhy vedu plz honaiwo mamiriro ezvinhu havasisiri safe Joni zvachose vakutumirwa matsotsi😭Semhuri tatone trauma😭.         Svidhy wedu haana nungo mufunge and haana kana pamuromo plz plz mutoreiwo ASAP tapota plz Mai Mazowelicious.Chokwadi plus aka graduater anotoda kit yezve make up nebasa racho hambokunetsei mwana anoterera kwete nik-nax           Svidy wedu haachadike aitumira mapics achifemerana mugotsi neumwe murume tomuda sei senyika achitiratidza zzvinotyisa kudaro

October 28, 2023

Ivy Kombo Onzi Avekutoita Sa Swagger Makeup Haizikuita For Mai Ve Church

For a minute I thought ndiSwagger🤦🏿‍♀️🤦🏿‍♀️The hairstyle is giving Joey n the make up is giving swagger...haaa everything is not makesure           Eyebrows ama drawer ndege yakuita take off weduwe 🤣🤣🤣Wouldn’t have done that make up traveling hangu personally.          Ivy you are pretty without them eyebrows and powder or whatever u put on your face nhasi. Your hair is nice           The hairstyle is giving Joey n the make up is giving swagger...haaa everything is not makesure

October 25, 2023

X Q Mr Putiti Vakanobata Maoko Kwana Garry Mapanzure

Hakusi kwakunyara here taida kuvaona varipo vachiita zvakaita Hilzy         Hameno but muroora imbosiyai kumupinza busy nemapikicha         Chenny Chenny hoza la 😂 ndoda uhwisise zvandaireva kuti kutora ma pics hakuna kuipa but zvaunoita nawo wapedza ndozvatinocherechedza, ava pamwe wakatovaona pavakauya but hazvina kumboita ruzha, zvinobva zvauya neka respect so           Vakaenda asi havana kumboita noise mumaStreets  Isusu tiri kutoda kuti vaite noise nekuti tine register ratiri kumaka. Hatidi kuzo vhiringidza zvinhu 😂

October 25, 2023

Hazvina Kuzopera Mushe Na Chipo Muchengwa Mushure Mekunge Aina Terry Akatakurwa Na Tariro Gezi

Chipo ndiwe wakatanga nemusindo paya uyina Baba Harare 😛😛         chipo wakanganwa kuti wakambo gukuchirwa na baba Harare Terry zvika mubatawo         Chipo arwadziwa Shem, Tariro Mwari akukomborere😂😂

October 25, 2023

Madamboss Kuenda Kunowuchika Mwana Dzabu Ku N"anga Zvashamisa Vakawanda

Saka murikuti madam boss anga adzokera nemwana ku n'anga yakamuuchika here sezvo zvichinzi mwana wekuuchikwa anodzokerwa naye murikutiiko pano nhaimi         Dei vari mai Tt hayaaSaka toramba hama nokuti dzinopira vadzimu here? Saka zvinebasa rei ,that's your problem Zimbos Moda kuzviita vana holier than thou.😂😂🤣🤣           inini hangu ndambozvitaura kuti vanhu vachazviona chete kkkkkHayiwawo hapana chino shamisa apa hakuna musha usina mudzimu nemashavi nyangwe zvikadii           Eheka Even akawuchikwa ikoko zvinebasa reiki? Ipo pano hanti muzere kugroup rembereko and kuwuchika uko. Vanhu vaida kuramba vachisekaka vachiti ngomwa.

October 25, 2023

Zvinoshamisa Zvinotyisa Chitunha Chemurume Ane 25 Years Chobuda Mucoffin Chotanga Kuchema Chichibuda Ropa

Please hide my Identity tete joys Ndiri murume ane makore 45 okuberekwa ndichishanda kunotakurwa zvitunha toperekedza kumusha kwacho nebasa ,rimwe zuva ndakati ndainda kwaMutare sezmazuva ose aive manheru sezvo mhuri iyi yaida kumuka ichiviga kuseni so vaiti chitunha chovata mumba         Chitunha ichi chaive chomunhu rume asi arikuma25 makore okuberekwa ,tasvika kuya kumusha ini nemota ine mutumbi ndakainda mberu toda koburitsa chitunha pamusha pacho,sekuziva kwenyu panosvika mota vsnhu vanochema zvokuti ,ndakabata basa rangu semazuva ose kutarisa kuti musoro hauna kyinda padivi here,kugadzirisawo fuko repacoffin,kuisawo chitunha mumba,       Ndapedza ndakanzi ipaiwo mutyairi sadza ndikati huyai naro kumota ,pandakadzokera k

187 188 189 190 191