Mbavha dzoswera dzakushanyira wobva wati munyama nemamhepo , hayaaaa zvimwe zvacho so Chero isiri yako or ndeyako but unedzungu hatisati tamboona beyonce akabata mari achitorwa pic kungoti wakakura uchitambura haisi mhosva yako😏 Madam boss wo futy unoshaya kuty vanozombodiiwo munhu mukuru kudaiZvirinani kutambura uripwere wozogarika wakura manje iwe nanhsy hayisaty tmboona wakabata 100 yuwesi zvayo pqpicIri rine godo zimuroyi iri godo naTyra everyday. Harina ka zvekunyora kupererwa chaiko. Faka pressure Tyra ukawona vanhu vakunyora nezvako ziva kuti ndiwe une yese
Dione wakaenda same place nekwa Aunty Zozo handiti?.Muri kuvaudza here kuti muri kuda eround?Munhu taura shepi yaukuda usangonyarara kunge zuku.Ezvino chiona manje wakungodengezera mazigaro efokona Chete zv inonzi munhu anoita zvaanoda ne body yake but ihh izvi hazvina kunaka hazvo It just too much , zvakango bvanyanguka bvanyanguka so.Apa kuzvida kkkkk she thinks she is hot and untouchable...I feel for her😂😂🤣🤣 bt magaro acho haachanakidza kubva zvaatanga kutengeswa🤣🤣🤣 unoita kunge munhu akapfeka hako dombo riye rinotsvedza🤣😆😆😅😅😅
All I know about this woman whom I shall call girl is Studio 263 as an actress and I vividly remember wer I would look forward to the escapedes with Kenge. She is one of the personalities I would look forward to follow her sad experiences in the soap. Life happened and forgot about her. Last year , when Vimbai died, I had interests and searched to find out wher she was and realised “ she is now full time in politics “! I was wowed. This reminded me of one speech I listened to by Saviour Kasukuwere when he came to give a public lecture at Women’s University in Africa wer I was a student - I quote “ I grew up dreaming to be a minister and I pledged to join whatever political party which proves to be the weakes
its very much allowed. asi zvorambidzwa ?????? everytime i visit my moms place handitakure hembe ndonopfeka dzavo . ndingatovawigira nyowani . and she loves it Koo zvine basa reiko nesu izvozvo nhai munhu anorambidzwa here kupfeka hembe dzamai vake Godo harid kuitira mwana mudik esp asina chaakutadzira kna wakavenga amai vake ko iye anopinda pap apa hembe dzacho dzakasiyana imwe iround neck imwe i v neck nyangwe dai dzakafanana hakuna mwanasikana asingatombombambadzire kahembe kaamai
Beverly Sibanda Zvimba iwe 13 000 usd ndakatotenga Mazda CX5 Unoda kusumiwa kuti stand iripo ,mboro dziriko kuti wave mudzimu here 🤣🤣🤣 zvimba iwe kunyo kunenge kwembwa
Kujoni mukuzvitamburira hama dzangu mumba masviden umu hayi nikisi🙌ini chikafu hachidziki ndingatorutse apa kuzodya sadza netinned fish yowee better kudya hangu nemufushwa wemunyemba umm ndahwa tsitsi🤔 South Africa zvaizvezvi kana usina line rako rinokupa hombe haaa I suffer continue, magetsi maendero acho, mabasa hakuna, vazhinji kuraramira rent nemabills kwakutomirira mwedzi upere, saka haa kuseka munhu Ari Joni kuti atambura kupedza nguva coz life in SA is currently tough for many including vemuno vacho, zvakazongoaiyana hazvo nekunomwa mvura yechibhorani, nekudya nehupfu usina kutsetseka paHarare apo, plus kuflasha madhoti nebucket &
Zvimba iwe 13 000 usd ndakatotenga Mazda CX5Unoda kusumiwa kuti stand iripo ,mboro dziriko kuti wave mudzimu here 🤣🤣🤣 zvimba iwe kunyo kunenge kwembwa Beverly Sibanda Achipindura Message Iyo 👇👇👇👇 Musi uno waichema uchiti hee murume azonditiza hee handina kana mari yerent asi nhasi uno wanotutana nemugweje tsvee kuti usevhewo mari uitewo pako panonzi pako pausingabvunzwe rent.Sei wakapusa kudai .Uchasvitsa 50years uchingozunza tutako twaunyana mumabhawa ekanzuru uchitambira zvidhakwa usina kana anokubhadhara kana cent uchitotaimirawo kupiwa mascud avenenge vachimwa.
Mazimba muno pumuka zvinobhowa 🤣🤣Luck haana kuudzwa kty usade kundimhatairira Munozvihwa kaa vanoda kuudzira vanhuKumhupuka kwacho kuita sei nhaimi
Ma socialites they show off to us vapedza show off zvonzi ndikandirei ma stars vanhu kupusa or moyo wekupa unotoona achikandwa ma stars mabva kuposterwa ka Millione Samaz Opfeka Ma Earring E 9 000Usd Ketina Ochemedwa Akapfeka E 10rand Ma earing kuti kudii aaah ini handtengere mukadzi iwawo ndeye kurasa mari anga toenda kumaricho or kubvisa pa pay yake
🗣️📢Aunty Joy! 🗣️📢 Aunty Joy! Zvakwaaana! Chimirai, Tazvinzwa 🤦Tazviona makabvisa washing powder mupantry mune food! Chimirai!Ndozvoratidza kuti mazimba vamwe vakakura vachishaya worse nenzara yemuzimbabwe iyi nekushaya mari munhu unobudisa chikafu every time kunotori vanotenga zvekuti unotopinda mufridge uchitoregedza grocery wobva wopinda mupantry worongedza every month not zvekukandirana izvi ratoo drama ravo