Monday, June 02

News News

September 11, 2023

Pokello Oti Akatanga Business Nemagogi 30 Chokwadi Musatiite Masasikamu Ndozvinokupai Mari Yese Here

Hanzi ndakatanga nemagogo 30 Poki ka😂😂.Urikuda kutiudza kuti bhutsu netuhembe twaunotengesa tuya ndotwakusvitsa pauri tsvee kutaura kuti ndiri bere renyika ririkudya mari yenyu macitizens.         Ana Tanya wazoita mamassage mangani zvekuti unodedza maexpensive guests from SA.Musade kutijairira mhani vanhu imimi just celebrate your success but dont put presha on these little girls coming to your events makunyeba as if its as easy as that yet u know kwamuri kuwana mari dzenyu to fund all these things.People are working so hard muZim           zvinhu zvakaoma to the point where there is no niche market to even speak of.Big up to all those trying their best with zero connections, zero cent coming from anyone.M

September 11, 2023

Maevents Ekudzidziswa Business Aya Dai Mazvirega Vanhu Ava Vanoshandisa Clitocurrency Muchinyeperwa And Nari Dze Zanupf Imi Mobhadhara 200usd

Mean while ku twitter kurikubvira … hanzi musakanganwe vanoenda ku master class ye annivesary ya Tanya the therapist kuti vakapusa ….vanonofambira kunzi unoita sei bussiness yet iye anodya mari dzana Shepherd varume vevanu ana Pokie ma speaker e event does not even wear her brand yet anopfeka mamwe ma brand and she want imi mutenge brand dzake.         Munoudzwei about striving business yet vanhu vacho varikudya mari dzisiri dzavo.. Next time ana Ms red, ana Hadassah, ana aunty Zozo, zivai zveku supporter       Ozonzi ndakatanga business struggling with funds yet ana Shepherd varikukupai mari dzeku fuel ana Tanya… muchidyirwa musaga.Ku twitter vakatingwarei zvavo, Vamwe dzinogumira pakuti, izvi zvinovengwa n

September 11, 2023

ED Hanzi Tozviziva Takaruza Bhuruwayo Bulawayo Asi Tinongokutongayi Chero Muchiramba

ED Hanzi Tozviziva Takaruza Bhuruwayo Asi Tinongokutongayi Chero Muchiramba What a day in Bulawayo today!!!         You see, when a country is dysfunctional, and when politics doesn’t work, nothing will work.       Don’t blame the citizens, give them something to value, and they will be just fine.         P/s the police driving was atrocious!Ndozvatikuramba zvekutongwa izvozvo tikuda mutungamiriri watoudza zvichemo nekutuma             Nyika haitongwi asi kutungamirwa ndipo saka uchibira sarudzo vanhu vasingakudeSaka muri kutonga that's why Nyika isina kwatiri kuenda Nyika inoita mutungamiriri kwete mutongi muri kutidzosera kust

September 11, 2023

Panicking Regime Zanupf Yozadza Masoja Nemapurisa Mu Harare Kutyisidzira Vanhu

The panicky regime in Harare has deployed armed police and summoned all soldiers to the barracks midnight.           In some barracks, soldiers have been de-armed, all guns taken away to unknown destinations.         All night clubs forced to shuttdown and citizens being beaten to vacate the CBD   Haitongeke.

September 11, 2023

Mercy Nhira 24 Okwachura Chiweti Chemurume Wake Oflasha Muchemba Thomas 43 Nebanga Haasisina Blambi

Ama 2k muchafa riinhi tizorore makukwachura zviweti zvezvikomba zvivindi murikuhodhepi eish kukwachura zvese nemabhora achoMusikana mujeri but this guy dai akararama zvake ndiye achadzidzisa vamwe kt iiii       Mira nemukadzi wako kkkk mkadzi achatanga kuita zvikomba akatarisa asisagone nyesvu kkkVarume chekwai mese tizorore😂😂Ku side Kwangu mkdz Uyo akagona Let be a lesson kuvarume vese kuti vakadzi vakasiyana Ne Toilet yekuti ukanzwa mudumbu unono zvibatsiramo wapedza worega kuigeza wosvipira pasi wosiya usina ku         Flasher hako woto tanga kuyemura toilet yeku rainbow 🌈 towers hako nekuti wabvisa huturu Mauri nxaaaaa let's respect nguva and sacrifice yaitwa ne mwana wevamwe kuva newe on that moment ahuzi huben

September 11, 2023

Nyasha Ouraiwa Nepfuti Pasowe Ku Olivien South Africa Chokwadi Vaporofita Vakatadza Kuoneswa Here Pamweya

Musikana uyo anonzi Nyasha akafurwa nepfuti Pamasowe kuOlieven SA Saturday usiku kuma10 , Mbavha dzakasvika dzichiba kunonzi musikana uyo ndokuvaziva ndokudaidza mazita embavha dzacho ndobva vamutora kwakumufura , Apa matsotsi ndeekwedu kumusha.            Maporofita arimujoni hamuchanzwi Mweya chaiwo chaiwo ..siyayi zvekunamatisa vanhu husiku.Pasowe ipapo hapana mweya becoz ungadayi wakaoneswa before and ndingangoti muno mujoni vapirofita vakadyiwa netsananguro kudhara mazambuko hapachina nechihure nekudya nyama dzenguruve zvikagoti fzakachipa kkkkkk             Shuwa ungadaidzire kuti ndakuzivai phone yangu munoidzora chete,vazvifira manje,ko vakadii kunyarara🥲🥲 maZimba dzikamai kana

September 11, 2023

Pokello Oti Happy Wife Zimbabweans Voti Buritsa Ka Nurume Wacho Tione Faka Pressure

😂😂😂😂faka presha merisa kana Uri happy wife buditsa murume wako tione🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣But gore rino ngatimbofamba naye. Ndivo vari kudya mari yenyika. They stole our vote.Kubva pandakanzwa kuti anorohwa kwete mbichana,the husband ari abusive zvekudaro huh handichive zvese izvo,pamwe pacho zviri nani kudya mutetenerwa ndine peace of mind all that glitters is not gold hama weee…Titende Mwari nezvatiinazvo🙏🏾           Mamuka sei sorry mazuva ano ndiri kuswera kupage kwasisi Mai Nathan ,Bere redu renyika. Ndandichida kungobvunza kuti apo pakanzi happy wife pakaiswa rinhi kutotangawo kupaona nhasi?.Anyway happy sunday         Munorwara imi busy kuseka kuti happy wife second b

September 11, 2023

Uk People Voti Mari Dzedu Hatisi Kuzoenda Kushow Ya Holyten Takatiza Nhamo YeZanupf KuZim Achadzidza Zvake

Saka apa wakunotarisira kuti team chando yakatiza Zim nekuda kwenhamo ikukonzerwa neZanu ichiuya manje kuzokupa mari yavari kuforera vachipisika madhodhi kuti iwewe uchiwana kurarama.           Inga une hanganwa chaidzo.Watokangwa kuti waiganza pano uchisvotesa vanhu nemusangano wakatuma vanhu kutiza nyika?.Wadii kungoimbira madhara ekuZanu.Team diaspora boycott this show.             Tunojaidzwa tumaArtists utu.Haa they need to be taught a lesson inini I already canceled them I won't attend any show yevanhu veZanuHavana basa nazvo ava ve diaspora vanototi beta tipedzere mari dzedu dzemagoo ikoko kwana Hori

September 11, 2023

Doreen Masomera Onzi Atengerewo Murume Bhutsu Nekumugezesa Semacelebrity

Tengera murume wako bhutsu dorine       Mmm zvakaoma hazvo... The way Dorine loves mhuri yake, haanyare kuva poster zvebhutsu izvo ratove drama coz ndedze basa. Vamwe motonyara kuposter varume venyu coz you are living fake lives moraramira vanhu... Let them be as long vari happy havo           Chero akatenga dzinongoita futi accident maybe coz of over loading ngaamboshandisa idzodzoKo encouraging murume kugeza nhaimi

September 11, 2023

Chamisa Ofumurwa Zvakauraisa Tongai Moyo And Morgan Tsvangirai

Now I understand why tsvangirai and tongai moyo dewa left this world so soon they were poisoned together but they didn't know that chamisa has all in records kkk         Will forever miss you Dhewa and Save makarwa kurwa kwakanaka you are our icons. I miss you Samanyemba         3 Legends in one pic and Mukomana is still fulfilling the legacyHe witnessed the death of Sam Mtukudzi, and the state mafia had to eliminate him.

208 209 210 211 212