Tuesday, June 03

News News

September 09, 2023

Madamboss Sister Mai Kachembere Vofendeswa Nemasofa Avatengerwa Musha Wana Tyra Une Drama Chokwadi

Musha wese wekwa natyra zvaangori madrama nhaimi shuwa mai kachembiza kufendeswa nemasofa chii chakadaro๐Ÿค”         Aaaa vatokasira kumuka ava ndirini vaitodira mvura ma buckets kana 4 ndozomuka๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ       Handisi zvangu fun yaTyra but munhu paagona muomberereiwo maoko ,,,,,apa agonesa zvake may God bless her and her fmly         Zvimwe zvinhu tendaiwo imii carpet,couch re leather,kitchen unit,mukitchen chairs ne table mosvoraa musadaro pliz dai ndirini ndaitomukaa after 3 daysKkkkkkk KO unozvi xperiencer sei iwe usina kana         anokutengera packet yemaput zvayo mungori vehurombo muchafa muchingoshora vamwe and Mwari anotoziva kut iri ngaris

September 06, 2023

Zimbabweans Welcome Back To Reality Makadya Chicken Inn Ku Inauguration Nhasi Nzara Yatotanga Mudzimba Mozoonekwa Futi After 5 Years

It's painful to see ZANU PF mocking the citizens of Zimbabwe by bribing them with food like this       Unobva wangoona kuti hakuna kwatirikuenda. Mai vakapfeka nyangira gava kuenda munational sports stadium apa baba vakapfeka jombo. Ungatoti pamwe vatorwa vari mugadern           Welcome back to reality Zimbabweans vadya vakaguta vakanakirwa but vana havana kudyawo vafamba nezupco and inauguration is over welcome to suffer ED akavhura mine nezuro life yake 200% ya supporter 0% ukazvitarisisa unoona kuti vanhu vanoda change life yavo yakanaka ini ndinelife 45% uchitarisa munhu anoti ED pfee anotori neman'a vana vanoswera vakachena muromo nenzara please God have mercy on them        

September 06, 2023

Zuva Habane Ndarwadziwa Jahprayzer Ndomuda Seshamwari Yangu Asi Zanupf Haikude Zvechokwadi

Listen Buddy Even if they Lift you off stage          Or yank you off that stage ! Just Know We know This Is Not about You, This has nothing to do with you it’s bigger than you it’s bigger than all of Us. You Are a Fvckni Star And Nobody Can take that away from You.          They just Mad you didn’t want to publicly support them now that the “won” They don’t want you in front that’s all . Chill …. Team Wagwiziiii will always have your back  Peace โœŒ๐Ÿฝ Jah Prayzah           #istandwithjahprayzahThis is my best artist guys and I was so heartbroken that he went for inauguration and ndandichizivakuti washandisi

September 06, 2023

Priscilla Chigumba Kuita Se Shato Yamedza Mbudzi Zvake Munhu Akavengwa Nenyika Yese Muharare Hamufambi Ega

Ko iko kuita kunge shato yamedza mbudzi, dressing kunge svikiro reBritain nxaaa idatya uyu       Chigumba iduzvi iri arifunge kuti ma citizens anetanekutambudzika Chigumba haana mufaro       angashaya mufaro iye ari papayroll ndovanhu varikupura nyemba nemusana avooo Kapedza zvako Makanyara…kakuenda!           Her outfit is too much ,way way too much hameno zvazvingori plus face yake kunge anga achidzipwa nechirimuhuro icho ah hameno ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚Mukadzi uyu Harare haafe akaifamba zvachose.Makumbo ungati mipini yebadza yakavezwa murima

September 06, 2023

JAHPRAYZER Muimbi Wezanupf Kwenguva Refu His Net Worthy 2 Million Usd

After being a Zanu Pf artist for so long he is one of the richest musicians in Zimbabwe. Jah Prayzah even though he praises ZANU instead of praising JAH like the meaning of his stage name in the Reggae Dancehall world, he has maintained relevance over the years as he is one of the most expensive artists to book and it's easy to notice he lives a 5 star life in that poverty infested Zimbabwe.             He is one of the artists in Zimbabwe who was invited to sing for the Zanu Pf thieves who stole the 2023 Zimbabwe election as they were doing their inauguration for ED Mnangagwa. As he was performing his hitsong           CHIREMERERA the Zanu Pf organizer of the show embarrassed Jah Prayzah by c

September 06, 2023

Nelson Chamisa Onoona Vanhu VeCCC Vakapondwa NeZanupf

Mutungamiri weCCC VaNelson Chamisa vashanyira nhengo dzebato ravo dzakapambwa dzikaitwa kafiramberi muHarare VaWomberaiishe Nhende             vakasarudzwa kuita kanzura kuWard 26 kuGlen Norah naVaSanele Mkuhlani. Vaviri ava vari muchipatra muHarare. CCC inoti vakapambwa nevasori. Mapurisa anoti ari kuferefeta nyaya iyi. (Mifananidzo CCC)

September 06, 2023

20 Year Old Thandolwenkosi Ndlovu Ouraya Vanhu Ocheka Maprivate parts Obika Odya Zvinoshamisa Zvinotyisa

๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ   20 year old Thandolwenkosi Ndlovu, akauraya ma homeless people 5 within a week muguta reHarare hanzi aitaimira vanhu vakarara oshandisa zidombo kuvauraya.          Kana vafa aishandisa bhodhoro kutora maGenitals (sikarudzi) and internal organs avo obika odya.Nhengo idzodzo pane akadzitora kusimbisa chigaro chaakazvi gadzika hino kuona 5 yrs dzokwana iii nyika inenge yave mvemve           kuzoona 5 years dzakwana tenge tapera kudyiwaBesides kubika Odya thats another story nyaya iripo yatri kuona its about murder best way murder to murder such people should be hanged to death that thing yekuuraya vanhu kunge huku its vry wrong mhani imagine if was you then life yatogumisir

September 06, 2023

Zimbabweans Pokello Ukatishamisira Nekuti Uri Muprivate Jet Zvozodii Unongozvinetsa Hatinei Newe Zvedu

Uyu anongozvinetsawo.Zvozodiiko kurarama life yehusungwa kudaro and kana watiratidza tozoitei nazvo.You're not free pazvinhu zvakawanda and you try to prove a point which noone cares about.           Kupfeka hembe dzakanaka kuenda kupiko woyeeee zvese hazvina maturo coz hazvina wazviri kutorera mweya wekufema iwe ndiwe wakasungikana nelife yako๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚But hant aenda ega..zvonakidza uinewekuti naye hona ichoo apo iwe hona chamber ycho mpfanhaa ๐Ÿ˜…๐Ÿ˜…๐Ÿ˜…Wega nechifoni chako hazvina ka that               If you want to know she cares and knows kuti she is living a lie wait and see how she responds when masses tell her ibere. Next day anoto pindura ne subliminal chete. Ane chimuti n

September 06, 2023

Pokello Oti Zimbabweans Ndezvenyu Zvemafamily Gathering Izvo Ndiri Ku Holiday Yandaenda Neprivate Jet Woo In This Economy Vachidya Zvavo Mari Yenyika

Hanzi nasisi Poki ndezvenyu izvo ndiri kuholiday kwandaenda neprivate jet imi muribusy kutaura zvekuti ndiri bere rinoonekwa husiku muchirarira machunks

September 06, 2023

19 Zimbabweans Vakaurayiwa Ku Louis TRichards Check Mazita Ehama Dzenyu Zvakaoma Mitumbi Iriku Tlishidzini Hospital

Guys kuswera zuro kwakauraiwa vanhu about 19 kuLois Trichard ,Police TRT Vs Armed Robers.saka pamazita abuda apo tarisai hama dzenyu .Mitumbi iripaTshilidzini Hospital in Thohoyandou           Kana vaiva muteam rema robberies ngazviurayiwe taneta nevanhu vanosvibisa zita renyika ...we have hard working brothers but now because of these thugs muZimba wese akungonzi imbavha           Those are cash in transit robber the only innocent person akabatirwa pa crossfire was a gardenboy who was zimbabwean.n it happened last week friday

210 211 212 213 214