Wotonzwa vachiseka Lobengula kt akatengesa nyika apihwa spoon ye sugar, ivo havasikuitengesa nebhapiro rehuku isina kuibva futiðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ Kukurira kusingadyiwi nyama rotori dambudziko itai kuti tishande tidye ne muri kwete kudai zvakaoma murume mukuru Haa ma Zimbabweans we are stl far kubvuma kupusiswa to this extentKkkkk atoiwanira paZANU 5yrs uchidya nhoko dzezvironda apo vana vachienda kutrp koona Robot mazimba pepukai munotonzi varungu vakashata asi vavo vana vari kugara kuvarungu kwachoStupid ...kufarira nyama ye one lunch....mangwana back to derere nemutetenerwa wenzungu.Wamakisa dzinza ne mhuri wangu,
Cunning and clever move by Kamuchacha. Nyaya ye$10k yaakabiira her friend Rachel iri kufanira kutongwa on September 29th. Ikatongwa she's facing at least 2 more years mujeri. Apologising kuti Rachel adrope nyaya is a clever move. Kaiganza kave kuhwarara 😃 😀 I remember achiita live achiganza kuti zvekuti ndine mari yako zvine basa rei saka pamakaenda kumapurisa makawanei musandinetsa anambwa kana Uchida nezvangu huya padeni pangu Asi mukadzi uye pamwe pacho unenge Uchida kutoregerera munhu but unotoona kuti ndiwe benzi unotukirwa nekuda kuroverwa mari yako yawakawana watambura iyoyo😄 Prison has humble this lady before she got arrested aifunga kuti ndi
Zvimabag zvevasikana vebasa 🚮 unoendepi ndezvima bag zvana gogo izvozvi.Ini hangu bag reshinda kwete iiiii chero kupihwa mahara kwete Tengeseranai ikoko. Hanty müridzi wamuona anga achida kuchema zvaaiita pana Zizoe but angozoti aiwa ndonochemera Mberi ndapedza kudya sadza nekavichi paya Albertina Kaondera munodhuva kunyepera vanhu🙌😂 mabhanditi aiveko akawanda ku Show uku. Its not like it was a special favour /service for Feli nah...Cat family you are very funny....ngozi yemari haiuye kumba kwenyu..ichaenda kudzinza raChikiti...muchingo kuza kuti go mura matuzvi iwaya....Learn to tell her the truth...kuti mari isiri yako haisi ya
Ava madhumbe ndoona kunge vane beef na chie but chie ahana beef nayeHondo yepabarika , vairohwa zviweti ne+44 dhara rimwechete manje beef yacho haiperi. Musuno Maggie akanodhurowewa mapermanent brows ake nedofo kumukoto muHarare ndobva zvadzimika nemhepo yaAugust iyi asati ambosvika kumba. Chie akati chanzi , let me show you how it's done😊ndobva anoiswa ake manyama 💯Ava ndomaiguru namainini vanogona kutamba barika 💯Finhu finhu. This is hilarious 😂😂😂😂but mainn must be hotter than gulubae kaa😂😂😂manje apa it's vise versa 😂😂😂😂😂😂asi varume vachafa riini vakadzi vawane zororoNdoNzou vakasiirwa
Dai ma love ne ma likes achibhadhara mungadai makauya here kumadhodhi why didnt you pay zvekwereti nema love and likes
Cat family you are very funny....ngozi yemari haiuye kumba kwenyu..ichaenda kudzinza raChikiti...muchingo kuza kuti go mura matuzvi iwaya....Learn to tell her the truth...kuti mari isiri yako haisi yako...Zvikiti you send Mura to prison nekumukuza zvisina nebasa, and you're continuing, I pray she comes out avekuona otherwise she'll perish MuraImi Mbuya imi kaaa makaoma munomaka Munhu zvakadiiii Iwo maBag iwaya ndoakubatai mukati hamubude husiku imi Munhu anotadza munotaura kuti imi hamusati mambotadza makaropafadzwa henyu anotonga Munhu ndiMwari kwete imi manyanya kubva rinhi handisi kuti kuba kwakanaka but muzorodzei adzidze arikwaari ikoko Ari kuripa Mhosva dzake musorodzei m
Arikuita kunge ndiye arikujeri🙌Maida kumuona akapera sehondo yeminda🤣🤣🤣she is gaining weight and glowing nyasha dzinofamba naye uyu kwese kwaari sit down Makamboti àrikuhodha, proof yekuti arikuruka maiona godo rabata🙌muchafa naro asikana. Madii machingosarenda, munhu arikujeri hake asi anezodzo iripaari yamusingafe makanzwusisa as mu h as you think you know her. Dzikamai mhamha, ko foni dzeChikutu hi hsmusisina here mukubvunza kujeri here kune munhu uyu 😂😂😂😂 Gore rino maiTt vachaurayisa vanhu vegodo weduweeEhe Manyara kaaa ndimi muntaurisa kuita dzungu onai Munhu akatosimba apa muriku funga arikutamba nhamo iye achitoputika muri
Swagger Oti Mazepe Iboyfriend Yangu Ngochani Taitodanana Even Anemukadzi Ndakakwirwa Naye Mukosho Chiweti Chake ChakadhafukaMazepe Obvuma ehee Ndakabata Nekurara Naswagger Zvinoshamisa Zvinotyisa Takasvirana Kutoilet First Tatelicious Na swagger Vachisimbisa Murume🤣🤣Swagger Oti Ndirikuhura Varume Vese Ndapedza
Inga tanga tichingokuona muchisimudza magaro muchifamba famba wani busy mazoiita nguvai nhayi Mai Ngundu 🤣🤣zvombodanzvo here mukurarama umianyanya kukoshei feli vangani vakasungwa mumajeri murikudii kuti aende kunovaonaHaana kana bs Tyra haasi hanzvadzi yaJesu isusu tamuona we are the real family yaMura ..coz munhu chaiye anepfungwa anozviti mutsvene no matter watadzirwa zvinengei u forgive n forget munofunga kuti dai Mwari achiita maitiro atinoita vanhu nyika ingadai isisina vanhu coz tinomutadzira everyday achitiregererera wozotiwo zvako svari nxaaaKumuchato akadzingwa mamuchida ati pesu pesu achiyendepi? Munhu anoyenda kwaanodiwa
Uyu aigona kare zvaike zvino ane kamwe kakuzvida kaave kuita maybe kuona kunosiyana rinongoti kushata mazitama anenge mbeva yasvodza Yaa ayigona kare mazuvaano nekukwira ndege kwakati kuuya uku haaa zvatoipa Hayaaas siyay munhu adye Mari yake matama ayo kuguta,ini vegodo muchingowawata Akagara akadaro uyu kakuzvida kacho ikako ndiko kanotoita kuti ndide mavideo ake,haa une ka that dhuterere keep the ball rolling