Tuesday, June 03

News News

September 09, 2023

SADC Haisi Kumhanya Zvayo But Irikuziva Zvairi Kuita Ana Munangagwa This Time Varikubviswa Zvechisimba Or Zviri Soft As Wool Tichafara Vana VeZimbababwe

Mukaziva kut nyaya aingopere neone day vanhu modzikama ,saka muda kut sadc iti ga ga ichimhanyirep wait izvozvo zvekumhanya mhanya kunge mune manyoka ndozvakaita kut muwire mudhodhi pamakajamba mugabe sted           Inga takazvitaura kuti it wasn't easy for Vana veIsrael kubuda muEgypt. Mwari akaomesa musoro waPharoh (Zanu) though akaona zvishamiso zvese But at the end ,Moses (Chamisa) akapuhwa Simba at last to cross the red sea.           Our red sea now is SADC Kune avo vasina kunzwa kureva kwezwi ndivo vakarasa tariro.Vamwe tiri kuziva kut Chamisa achapihwa zviri zvake 2023 uno.Madii matora screenshot mozondikona kana gore rino rikapera zanu isati yasunga mikwende

September 09, 2023

Chelsea Holyten Babymama Haadi Kuona Munhu Anorira Izvezvi Ave Take Take NaJamal

Chelsea Tariro problem ndeyekuti hamudi kuona munhu anorira nguva iyoyo,Siya Jamal achiri kutanga veduwe…zvekuzoti unouya pano uchiti ndiri kupihwa $50 ye mantainance hatizvidi 🙌           Haaa problem munotaura kwamusingazive ...Chelsea have known Jamal asati atanga zvese izvi infact we have all known each other kusati kwatombouya vamunoti mujaya ava ...they are friends           Madii kuti Jamal asiye mwana apa vaimupa zvino Dhaka vachinatso ziva kuti akamwa doro anoita problem yemakumbo

September 09, 2023

Rue Samaz Tichikura Tainzwa Kuti KwaMutare Kune Varoyi But Iwe Urichimai Chehutsinye Melly And Maitt Fans Vosvotwa Nehunhu Hwake

loveness atori muroi tichikura tainzi kwamutare kune varoi i thought it's a lie but now ndakuona kut ichokwadi coz of loveness             Kana tazogara kunevanhu vanemakuhwa loveness unoda rumamiso unoda nyaya dzevanhu dzako wapedzakana chikava chokwadi zvine basa reiko nhai loveness seiko uchigara uri munyaya dzevanhu unoreva hre kti kwako kumba hakunawo zveko

September 09, 2023

Fadzai Mahere Oti Zanupf People Are Worse In Real Life Ku Parliament Hatibate Kana Mvura Tinoitwa Kafira Mberi

🟡Trust me, they’re worse in real life. The fight is on, champions.       💪🏽🇿🇼🔥Bring your own food and water when attending Parliament sessions.           Be safe.Please bring your own water or learn to fast for that period, we saw some of your colleagues holding the bottled water provided for everyone 😔😔😔

September 09, 2023

Sis Melly Voti Ukatarisa Face YaLoveness Unoona Huroyi Hwakaoma I Won't Reduce Myself To Her Level Ndirimunhu Mukuru Ini Iye I chembere Yaramba Kukura

If yu look deep into her face you see evil and witchcraft written all over. Won't reduce myself to this level never .....she's just making noise .Age haichabvumi           Sis Melly Diaries Live uyu musiyeyi uyu anorwadziwa ignore her Moyo wake wakaoma anototyisa mukadzi uyu mmmmmmmm Ane Moyo wakaoma

September 09, 2023

Beverly Sibanda Oti Mari Yezanupf Ndakapiwa Ndatenga Mota Yangu Iyo Zvabhadhara

Ndendine budget yaizvozvo🙏🙏🙏🙏YeZanu ndakaimirira yekutendwa pay ndakapihwa asi iyi mota iziya rangu         Mamwe amunoti maCeleb avatorina they hire cars or dzema boyfriends 😳chero nditomborinayo hangu 🙏🙏🙏         Vamwe maCeleb vanenge vachingoti ndakanzwa izwi vasina kana vits😭😭ini ndosekwa ndichibhevhura 😂😂😂 nditombori naro bhara zvangu🙏🙏🙏

September 09, 2023

Madamboss Vakaterera Kutsiurwa Kwavakaitwa Kuti Vachengete Mai Kachembere Nekuti Ndivo Vakavachengeta Izvi Zvinofadza Kunzwa Nekuita

Ndaimbofunga kuti kunyepa but Madam boss vanoterera mapost epano😅.Zvikanyorwa pano unoona vanomhanya kunoita.Well done MB ramba uchiteerera  Aiwa magona vana vaRoisi, zvekwaMai Kachembere tazvinzwa but kwasara zvekwaMai Karadzangare . Vakakureraiwo zvekuti hatimbodi kupasiya ipapo.           Magona mateerera post yatakaisa pano paMK musi wa17 July, kuti musangowandire kunaMai vaNgoni bedzi, zivai kwamakabva , varume nemaboyfriends amunawo aya akakuonai makura matochengetwawo nemasisters enyu nevarume vavo, exactly 40 days mabva magadzirisa✔️. Chengetaiwo Mai naBaba Kachembere namai naBaba Karadzangare sevabereki venyu because they raised you sevana vavo.             Magona but hamusati

September 09, 2023

Zimbabweans Marching In South Africa Tadii Tangozviita Kustate House

Vari kumarcha kuSA uku 🇿🇼Nhaimi ma dofo e zanu seiko muri kuti dai vakauya kuzovhota ko akakuudzai kuti havana kuuya ndian inga chero vanhu 20 vanovhota munhu akahwina saka ivo ndivo vaiita kuti ma ballot papers auye in tym here ndivo zvee vaiita kuti zec isati 103% here inga vari kuZim kwacho             vamwe havana kutovhota wani mamwe mazita aitoshaikwa mu voters roll saka tichiti zanu ndeye madofo nevaroi nana zinjathropus neve tsvina vekumatapi zanu it's like old home placeee tiriko bt takupedza totenda police ye mzansi yanga iripo to monitor the situation nxt tym vanhu huyai tiite chinhu             chimwechete tinobudirira hapana anosungwa vazhinji ndizvo zvavanga vachity

September 09, 2023

Tatelicious Oti Nekuvhuringa Kwakaita Gongo RaBev Nekuisa Mabhodhoro Eviceroy Gwecha Chikomba Chake Chichaita Sei

Zvino nekuvhurika kwakaita gongo raBev nemabhotoro e vice Roy NEMA pirisina anenge achimbofakwa mukati imomo , musoro waGweja uyu , bandama iro rinokwana Mu susu raBev 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Asi igore rema Gweja🤣🤣🤣🤣         Bev abingurawo ziGweja rake repa Rafingora apo🤣🤣🤣🤣🤣         #HOMWE_iHOMWE👏👏👏👏       Bev Respond "Apa bae ndiye anditi hona zvokwadi ndorambiwa ndikauya Tika sheya murume akakutengerai imba uyu Kwini 🤣🤣🤣🤣       TATELICIOUS reply "Beverly Sibanda Huya Ku Austria my darling , we will share 🤣🤣🤣🤣   Pass my kind regards to your hubby 😘

September 09, 2023

Ketina And Samaz Munoda Maitt Vacheme Here Vakadzi Vakuru Kurwadziwa Nemunhu Arikujeri Kuti Akasimba Cat Family Yopopotera

Ndimika majudge munoziva kuti mhosva dzake hadzisati dzapera zibenzi.... mapenzi evanhu takarasima nelife yemunhu everyday kuita malive amai TT mastupid evanhu tsvagai mabasa muite life dzenyu tazvinzwa chimirai aaah siyai munhu pliz         Shz turning lemons into lemonade moda vaumburuke vacheme here she is teaching her kids to be strong in every situation Ndopaunoona kuti even nekuba kwacho haana nekuti ipapa               muchirikungorwadziwa hanty makamuendesa kujeri muchiti abhadhare zvivi zvake now makurwadziwa naye fut munhu arikutozviraramira kalife kake kemaboss mujeri imomo mumoto imomo muchiti shadrech misheck n abednigo vanotsva           hez

209 210 211 212 213