Thursday, June 05

News News

September 02, 2023

Wrong Turn Zim Version 6 Vanhu Votuka Mbuya Ve Zanupf Avo Hayaaa

The only way I'm supporting zanu pf ngavagadzire (Wrong turn 6 zim version) macharacters vanawo kudhara kungoti mumwe akageza chete but chihorror futi         Tese takavenga zanu but kuseka hurema hwemunhu hazviko izvozvo musapinde zvinhu nemoyo imimi         Musadaro besides being a Zanu she don't deserve this hate.do u think she could have chosen to be what she is .lets not mix things here,politics is just a game no permanent friends or enemies ,if we all think in one direction without hate zanu or ccc we all become one and move forward we just lack unity .           I always say ones vote can never surpass the comments here .granny did her part what about u .yes we al

September 02, 2023

Maitt Vachichema Vakunzi Nevana Vavo Bye Bye Chilindai Mubhazi Revasungwa Vana Vakashinga Ava

She was trying so hard to avoid looking at her kids πŸ’”πŸ’”πŸ’”πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜­. Mothers pain!!!         And the way TT was so relaxed as if nothing is going on....i was so touched Very sad moyo wangu wadimbukaVana vake they are strong than I am...Ini hangu nemisodzi yangu irimumaziso Dai ndachema         Eish ndanzwa tsitsi ngavachingovabuditse Kani vadzidza😭😭Let's hope paanodzoka anorarama life iri normal she's a bubbly person life iyi haisi yake I'm not her fan but eish ndabatikana         This is good for her hantit vaizviita anofamba naPresident here Zimbabwe Wil humble you she must learn a lessonShe looks so good. Her skin has this extra glow. This was a ble

September 02, 2023

Maitt Voti Keep Praying For Me Pride And Ego Aifanira Kuitira Vanhu Vakabiira Sorry Not Kunyepera Kupenga

Keep praying for me cat family assignment mainzwa here this was a good opportunity for her to apologize kune vaakakanganisira but nadha       Katsibonga ikatsi ichingorine prideLet's hope paanodzoka anorarama life iri normal she's a bubbly person life iyi haisi yake I'm not her fan but eish ndabatikana           She was trying so hard to avoid looking at her kids πŸ’”πŸ’”πŸ’”πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜­. Mothers pain!!!

September 02, 2023

Maitt Ngaasanyepe Mabag NdeState Mari Inotorwa Nechikurubhi Haiiende Kumba Ba Kune Madofo Ecat Family Pabatisisei

Ma bag ndee state not kt ndeemunhu anorukwa ikoko votengeserwa ikoko mari yo shandiswa ikoko vachitengerwa zvinhu not kuendesa kumba kwete           Usakuridzira vanhu kuti jere rakanaka Feri jeri ijeri musapara mhosva muchizviti tiri ma CIO E ZANU CHUPETI πŸ–πŸ–         Hee zvosungisa zvema bag atanga kunyepa , veduwee tisazodaro munhu uyo haisi mhuka she can learn from her mistakes love you Muraa

September 02, 2023

Cat Family Nhai Tete Midhu Makafona kupi Chaizvo Pamaiti Haasi riye Arikuruka Mabag

Maitt Vachiruka Mabag Ku Harare Agricultural Show  Nhai tete Midhu makafona kupi chaizvo pamaiti haasiriye arikuruka         Ko vaya vaiti vanoda kufonera ku Jeri kubvunza kut ndiye ari kuruka hre ma bag nhasi magutsikana hanty ka         Hee zvosungisa zvema bag atanga kunyepa , veduwee tisazodaro munhu uyo haisi mhuka she can learn from her mistakes love you Muraa

August 31, 2023

Shema TV Kokuzodzidzisa Baba Ruva Kudya Sosage Hanzi Musatsenga Yese Chokwadii Here Murume Mukuru aoitwa Pwere

Baba rue vachitaura namadam yavo pafoni hanzi I love you zvikanziwo nemkadzi I love you asi nyaya ndiyo ndiyo mai rue varikungoti kumrume mouya rini chidzokai vasuwa chimwe chavo asi shema anozozvinyanya shuwa angati kuna baba rue moiziva here sausage makamboidya anobva azovaita kunge bharanzi😑           Vagara ibaranzi zvavo, Shema arikutovaitira zvakanaka kutovabvisa muhubharanzuHandioni chakaipa hangu ndoona sekuti vanenge vari pakufara chaiko baba Ruva naivovo munhu akasununguka zvisingaiti chaiko havanei nezvakawanda munhu anotoona kuti upenyu hwachinja           BaRuva ndazoona hangu vatanga kusema maiRuva dai zvaibvira Mai Ruva vambouyawo kutwn vorukwawo msoro nekutengerwa hembeChero munhu akait

August 31, 2023

Chii Chakadaro Chinenge Ngozi Ketina Kuzvimba Face Onzi Haangaregi Aroiwa Nekuda Nyaya Dzevanhu Nekutuka

Kuzvimba kumese kana kuti isadza naiyo Jameson aday aday. Musvakeyi ku gym nhai .Ketsvina ukati uchiri right right kufuma face yakazvimba kudaro.         Akazowana akamurovawo Inga mwari variko..Gona ana Gona wakewo Ketty Masomera     Bleach yemumusoro inoda vanhu vanogona kunyatsoigadzira now akuita kunge benziMmmh rega zvinzi Mwari anoropafadza vasina kufitwa.. kuti uti ketile vari kuchando πŸ™†‍♀️.. anoita seabuda kumidhadhadha yepa gazaland apo           Akaroiwa anonyanya kutuka vanhu, achatuka vasingatukwe akaroiwa hameno zvakeZva Mwari chaizvo Ketile ane kamwe kahutsvina sooo , zvituko chete but mvura ne dressing bodo

August 31, 2023

Wasu Morepower Onzi Mukamurova Mushe Mushe Anorega Zvechingochani Izvi Naidzo Ndebvu Dzasekuru Gora

Do yu know vanhu ava ukavarova mushe mushe vanoita normal??? Tine vatakarova now akutora mabbe zvekuenda       Ndebvu dzikati unonyepa iweπŸ€”Saka zvatova legal ka zvengochani izviNdipo paunonzwa Mura oti siyanai naWasu haasi ngochani         Ndosaka masingle ladies takawanda coz varume vacho vakupera kuzviita vakadzi......ndinoti zororai murugare vamugabe gushungo.....zvese izvi dai zvisipo

August 31, 2023

Faffy Maunga Oganzira Mazimbabwean Ndinoita Video Call Na Dambudzo Munangagwa

Faffy anenge ari kuzviposter ega nemaghost acc ake kuti awane following 🀞🏽🀞🏽because ka that hauna hako       Ngakatambe zvakanaka nevakuru kanofa aka vakakanganwa kut vanombotamba nako         Saka tikuda kuribvisa duzvanana iri state house yava playing ground yemahure Ana bev nana nyaope Ana tawazCan imagine kuti mwana uyu anenge achivati kudii if its tru though kkkk u look handsome eish.

August 31, 2023

Mazimba Oti Mukaona Anozviti Cat Family Batai Murove Maitt Tinashe Is In America Living His Best Life Iwe Mujeri Wakaba Mari Kuti Uchate

Mari dzese idzi aiba kuti aroore Tinashe avharise Social media. Izvezvi Tinashe wacho is living his life iye achidya muriwo usina mafuta zuvaly.       PRESSURE DIARIES   Mukaona anozviti cat family batai murove nekuti ndovanhu vakasvitsa Feli paari iye zvino         Ngakaripe mhosva dzese dzakakapara kakiti kemunhu kaiganza kachiramba kupa vanhu mari dzavo kachiti hapana zvamunondiita ndinokurovai mese ngakarovane nemhosva dzako kujere ikokoGo mura Go mura           You are strong chimubrashiti πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ’ͺπŸ’ͺπŸ’ͺπŸ’ͺkwaa ma fans chikiti soI actually think kty nemari dzese idzo Felly Ane ma properties atisingazive hedu cz aidzisepi asi

212 213 214 215 216