Sunday, June 08

News News

August 05, 2023

Jahprayzer Oonekwa Achichemera Sadza NeMuriwo Mushure Mekunge Vamwe Vapihwa ziye Onyimwa

Ari kufunga hondo yeku kumarinda saka ari kufunga kuti anomhanya nekupiomg不不不Aah veduweeka makamboti atadza kukwana mutent renyaradzo munomuteiko murefuMunhu akatora pic iri denga achaita rekuonera mubook remawatch tower nxaaDzimwe nguva unenge hako usingade kuseka wobva watarisa pic woverenga caption wongoona wakutongoseka Handiti ari parufu hre arikuchema mufizve nhaimi arwadziwa jpKo parufu panotoda kusungwa face zvee kuty zvifambe coz ukasadaro unowonekwaseusiri srs nefineralThat means unoita zvekungomunzwa muface uyu hausi kumuziva不不不不

August 05, 2023

Roki Ochema I Was Used And Dumped Ndatambura KwaZiko

Used snd dumped at his age he should have know to sign contracts he gave all he did to passion now everytime anyone clicks on a video or music ya rockie Passion gets the 袁umwe kuvenga kwacho  Inga atori ne new song wani which is trending on top 100

August 05, 2023

Killer T Vanhu zvodhamisika Nemukadzi Wake And Ziso Raaimupa Mu Gucci Store

Ziso rako rakandimaka hameno,ziso rako rakandimaka hameno,singing zvanguBombastic side eye criminal offense side eye ndichidedzerana nevana vemurungu sezvi ndiri madhumbeNdarwadziwa zvangu apa ndine crush naye sei 唐 .ndiye here mukadzi wacho but ndokadenhura aka 屢屢遏illar t ndomuda amana ndokuendera kucrawa here nhaiwe mwanWts wrng with his wife? Majaira vakadzi ve fake ka mazibvudzi mazi make up zvisina direction ka 不不不 mapikicha enyu munenge muchimbomawanepi anyway tamuona akanaka Babie uyo

August 05, 2023

Angry Fans Winky D Show In South Africa We Paid 300r Munhu Kuridza Zvake 30 Minutes We need Justice

Apa zvinziyo zvacho zvaingoimbwa 30seconds chotosiiwa pachinenge chakutanga kunakidza koimbiwa chimwe chosiiwa haa madhoti chaiwo mxmThis is not new all artists vazhinji vavo ndizvo zvavanoita vanotanga kuimbisa majnr ivo vozongopendera kana uchienda kumashows uzvinanzerere isu takamboenda kwa toni braxton muno mu SA akatotanga kuimbisa shekinah akazongoimba mybe 45 mins matickets aita 700 saka itozvijairai kkk

August 04, 2023

Madamboss And Fungisai Vonzi Haiwa Firita And Makeup Zvinovhara Zvakawanda Vatoriwo Mabrijo Pro Max

Firita inongotipawo presure imiwe ummmm vanhu vakashata kunze ukuThey are more beautiful and talented than you will ever be neruvengo rwako runotyisa kudaroKunaka kuri mumoyo hama yangu munhu akasikwa nemufananidzo va Mwari saka tese takatonaka utaura kuno ndiri pa Morning gown ratongovewo drama iwe wanga uchinyatso ziva hako kuti une vaedzi chero yatove surprise visit unonochinja....Chirikumarara Pauline ini kana ndiri muzvere ndoswera nema pyjama kutogeza ndopfeka mamwe vaenzi ndotarisa how close we are then l change especially winter so haa ndoswera naroZvekushata totonzwa nemi munoona face dzavo ivo havakwanise kuzviona vanoonawo dzenyu

August 04, 2023

Olindaa Oti Kuna Stunner Girlfriend Ndiwe Wakatora Marutsi Angu Ukuitei Pane Munhu Akaenzana Nababa Vako Siya Machembere Tidanane Kajoki

In this case the young one should be embarrased kuovertakwer nechembere 不不不不 iwe ndiwe wakatombumba kana uchitorerwa nechembere. I hope this little girl understands kuti age aint nothingImagine after taking Olindas 40 years reject wakuti old watt olinda ndiye akapedza panonaka pastunner imi vana vadiki makungodya mutuvi that's a fact you can't change zviweti Kubva kudhara zvichigumanaiye OC ngaangoita saDionne. kungodzikamira soo achingoita zvelife yake, worse oc atori nemurume,ngaaite zvelife yake nemhuri yake,Ndakagare pasi kanongoti mapeg aripazvogimwe,makawanda hako ndiwe unoda zvebakosi mainini iti hlooooooooo.She should just keep quiet this one can't even pronounce embarrassing, she's actually embarrassing herself with her lame accent and English

August 04, 2023

Courage Kutira Anoga Glenview Ndiye Muzanupf Youth Wekuuraya CCC Youth Sure Kuita Ngozi Yezanupf Isingakupe Kana Mari Ngwarai Kani

Jerry Hwekwete vosungwa wakura kudai zvonyadzisa apa munhuwacho.wamukusupporter haambozokununuriftIts not easy kuwuraya munhu    Vanhu ava vanenge vagara vari mhondi nekare kuma dzinza kwavo   Apa vamwe vanhu vasina njwere vachingo terawo vachipopota kukanda matombo    Kusvitsvagira ngozi inozotambudza dzinza rese rekwenyu ne new generation ichazotevera yese nxaa   Dai Mwari avawanira nyashaMhondi iyi yanetsa kuno yakasiya yauraya munhu ikatizaImi hamusikuona kuti kukwana chaiko haana munhu uyu asi chandoodira ngozi inouya nyangwe wakakwana or hauna inouya chteTariwana zita rake anonzi Courage Kutira anogara Glen view ndiye awuraya munhu weCCC. Lets post him everywhere kusvika asungwa .. Tichingoti Mweya waTi

August 04, 2023

Kikky Baddas Otukwa Nema Zimbabweans Mushure Mekunge Ati Ed Pfee Onzi Pfambi Yemadhara Ezanu Ngaatengese Matako Mushe

She just killed her careerIhure reZanu iri maiti face yake ndeyei ,,,, Watinotemba ndi Jackie cheteHeyo source yemari yekuwedzera mhatur dzaKikky Iri rinondisvota rinondzi zi kikky rine shaya dzinenge dze dhongi makamboriwona live,randzwa nekufamba ne sokorokoro raakuda benz rakati regai ndidyiwe ne madhara ee zanuUmmm mazimba takaoma munhu kungo supporter Zanu atonyengwa nemadhara e zanu imi zvamunoda chamisa asingatonge mukuhura naye here

August 04, 2023

Stunner Girlfriend Otuka Olinda Wachembera Nyara Siyana Na Stunner Zichembere

Kachadaro kachionererwa izvo ndiko karikutambiswa bhora risina mweya,vanhu vakambodyanana vanoshupa avaHaiwavo you old my sister so what zvinoreva kuti stunner anoda Orinda you are old ndekupi kune dhibha remhuruStunner and hauite uriku vhiringa marriage yaOrinda apa urikuchengetwa nekachembere kekuDerby kwauri kugara ukuwo Mainini varikukurwira paJozi ndivovanonzi anamutunda shuga zve avaOlinda is younger than stunna and you are stunner daughters age. Who should be embarrassed???? Silly girlOli is still young kamukaradhi aka kanzwa nekuyita chibasa chekuvatwa paSA ask vanomuziva

August 04, 2023

Tinashe Maphosa Oti Maitt Forced Me Kuchata Saka Ndaichema Pamuchato Orondedzera Kushungurudzwa Kwaaitwa Kuna Mildred and Samaz

Hanzi naTinashe zvekeke rinobhururuka takatotaura nemunin'ina wangu kuti kwaMaphosa hatina kumbozviona 不不不不 sekuru vangu mune drama Zimuto 不不不不Money is nolonger the root of all evil but ATTENTION isNow I understand panonzi from hero to zero, grace to grass必必Ndopaunoona kuti Satan akaita kudhanaira achipindira zvake Tinashe akaoma moyoIt ended in Nyaka Nyaka hazvo but for that moment aiwa zvaibuda so sweet Paanopiwa sadza nemuto kujere l think anombofunga cake iro kkkkkkk but imi vanhu vese ava varipi or vaivepi kuzosvika Mai vaye vavharirwe不不不不不Kuda kufadza ma Zimbabweans anotozvitamburirawo ndokunonzi kushaya njere kuda kupihwa mbiri nevanhu vari kutonetsekawo zvavo zvikagokupei live within your means mai tt vanhu vakangotanga kuvar

221 222 223 224 225